| musikana arikita mutambo wejaverlin β arikumhanya akabata museve wa arikuda kuposhera β pane munhu arikuokera uye kumukurudzira β musikana uyu akapfeka hembe yemanjesta united neukabudura tema β |
| ndiro ine madora inoonekwa uyewo kuseri kune midziyo yakati wandeyi inoriridza kuti inzvimbo yekubikira β |
| pakati pemugwagwa pane motokari dziri kufamba ipapo β kusanganisira bhaziri nependichena negirini β nhochokurutivi kwemugwagwa kune muti murefu uyezve kune vanhu vari kufamba ikoko β |
| uyo noraridva kuti imai muturukidzwa yetrueweds uye pane vanhu varikupindamo uye pane mota pane motokare mbiri dziri kufamba dzichienda dzichienda uyu mugwagwa une marambe nemuti mumwe chete β |
| majurawo rimwe rine musuwo werata uye uri mutema β mukati maro mune imba ine matiles β pamusoro uye nemiti ine mashizha egirini β |
| ihu kushanu dzakaiswa muchikafutera dzakaurawa dzikuda kudyiwa β |
| sangu rine huswa hwakaoma β rine miti ine mashisha akasvibira β kumberi kwemiti kunoonekwa gomo rine miti yakasvibira zvichomaneni β |
| bhutsu imwe chete yakagatsigwa pamusoro penzvimbo ine ruvara rwebhuluu β iyo bhutsu ine ruvara rutema netambo dzirikubudikira imwe yakarembera β kumashure yakanyorwa neruvara rweyelo kunzipoma β bhasi parikuoneka muhuri wemba β |
| bhodhi rinoshambadza zvinotengeswa muchitoro β vanhu varikufamba nevamwe vakagara vari kutengesa maonyenzi nemadhiringi pamusoro peitafura β |
| mugwagwa vakagadzirwa netara β mujinga mawo kmativi ose kune miti mizhinji yakakomberedza β imwe yemiti iyi yakaoma asi imwe ine mashizha ane ruvara rwegirini uye ine maruva ane ruvara rwepepuru β |
| besanwa pakufamba vana vechikoro vakabfeka uniformu β uye murume anofamba akatakura mugomo kutaridza kuendakapaanoenda kunotengesa kana kundohodha vakatibhokisi aripo ane rvimwe zvitengeswa zvakaita sefodya β uye pakakomberedzwa β nerusvingo rwesimbi β |
| chingoro chiri kusundwa nemunhu β chine zvinhu zvirimo machiri β zvinosangana nechikadhi bhokisi chirikuoneka uyewo pamugwagwa wachiri kufambira β pane zvimaburi zviripo zvinoratidza kuti imota kana ikafamba echimhanya inogona kukuvadza mavhiri ayo β |
| shangu dziri muchitoro pachipuranga chepingi β pazasi pane shangu nhema dzine tambo pamusoro β dzichiteverwa neshangu dzegirei dzine tambo chena pamusoro netumutsara tine ruvara rwebhuruu ruchena nerutruku β dzichiteverwa nedzimwe dzine ruvara rutema dzisina tambo β kuchipedzesera dzegirei dzine ruvara rutruku panechepamhuno β netambo dzepingi pamusoro β |
| nzvimbo iyi inorakdza kuti inzvimbo iri pakati pegutare harari β vanhu vakamira vauratidza kuti varikutaura zvavo nyaya varine vaviri memukadzi mume chete β panevo mabhazi uuzve pane motokare dzakanira dzikuratidza kuti dzirine umemugwagwa umu β |
| makadzi vatatu mumwe akasenga hari inanzi svirongo mumusoro make ine ruvara rwebhurauni neruvara rwegirini kumusoro β kuserikwawo kune muti une mashizha ane ruvara rigni β makadzi ava mumwe wakarukwazvirikwa zvekutenga mumwe wakagadzira zvudzira ake muwe wakasungadzukwa β |
| nzvimbo inowanika muchegutu inyeudana nezitare kuti pazvindege β pane zvindege zviviri zviripo β ndege zvitoratidza kuti zvasakara β chine ruvara ruchena neruvara rwebhurauni β uye necheparutivi pane bhazi rirekufamba rine ruvara rweyero β |
| sofa reruvara rwepfumbu rakasvibira inoratidza kuti nderechi zvino zvinosofa iri β ririmumba mune uriri huchena wakanaka kwasvo uye rakareba zvekuti rakabatanidzwa akaita semasofa mairi akabatanidzwa β |
| shirimbiri dzakamhara padavi remuti dzine maditi machena uye miromo murefu β dzaimwe yacho yakavatirira zvinoratidza kuti dziri kufara zvadzo pamwewo dzingangodaro dziri murudo β |
| kombiuta ine ruvara rutema β uye ine mavara akanyorwa neruvara ruchena nerutsvuku β yakatsvetwa mukadhi bhoksi rino ruvara rwekaki uye mune tambo nezvimwe zvinoiswa pakumbita zvine ruvara rutema β |
| mabhara mazhinji akagadzirwa nerata nesimbi β ane ruvara rwakasiyanasiyana runoti bhuru β girinhi uye nebhuraun β kurutivi kwakamira motokari β |
| pane nzvimbo ine marara akateteredzeka β marara aya anosanganisira amapepa β nezvimwe zvinhu zvakasakara β pedyo nemapepa aya pane tsanga dziripo β kozoti huswa hunyoro nehumwe hwakaoma β |
| pane mugwagwa uoratidza kuti unofambira motokari β mugwagwa uyu uri pakati pemiti uyezve padyo nemugwagwa uyu pane zidombo rakazvimiririra β kuzoitowo marara aripedyo nemugwagwa uyu β |
| nadzi yakakura inoratidza kuti yemwe yachona ya akutotumbuka β ine ruvara rwegirini koitawo imwe ine ruvara rwakachenerukira ndecheparutivi panooneka ivhu rine ruvara rutema namatombo β |
| vuri unoratidza kuti kune munhu ari kumashure akamira β uye zvekumativi mune motokari dzakapakwa pamberi pane chitoro chiripo kana kuti chivakwa chiripo β asi zvimwe zvese zvakavharwa kusara kwezviviri zvakafurwa mukova β dzirikuratidza kuti uye zveipapo ndo panopirwa β vhasi nevanhu kana vachinge vabva kutenga zvinhu β nzvimbo iyi inoratidza kuti inobatsira chose vanhu vemunharaunda β |
| chiri mbiri dziri kubhururuka dziri mudenga β pane imwe yakavhurama papiro ayo chaizvo poita imwe yakadembedza pasi β dziri mudenga mumakore chaimo nekuti denga ririkuoneka ruvara rwaro rwebhuru β uyewo shiri dzakanaka uyewo dzinovaraidza kuona β |
| maruva akamira akatinhana zvekutoita sechikapeti β ane ruvara rwegirini rwakanaka zvikuru β uyewo pamusoro pawo pane rimwe ruva rakadongorera rakatumbuka zvitsvuku β kune rumwe rutivi kune chinengesora chakatumbukawo zvakanaka β |
| iyi shango β ine mavara matatu vakasiyan inopfekwa nevarume nevakadzi β ine ruvara bhulu rwakadzikira neruvara rwakati bha rwebhuluu β bhuru nepasipachi |
| bhazi regod glassi jena rine ruvara ruchena muviri wese nemitaro mitatu mutsvuku wegirinhinewebhuluu β ririkufamba mutara riri kuratidza kuti rirakananga kuguta reharare β nudii ruwaro mune riridzimba munoonekwawemuine vanho β |
| pane matombo akawanda akatsimbirirana β matombo aya ari pedyo nekamwe kanzira kanoita sekanofamba vanhu β pedyo nekanzira aka pane tumiti nehuswa β |
| umwe mugwagwa unoita seuri kufamba bhazi β pane marara ari pedyo β marara aya aripaidyo zvakare nematombo nechekure kune vanhu varikubudikira uye tangi remvura ririko β |
| vanhu vari kuratidza kuti vari mukati menhandare iyo inoitwawo makwikwi ekumhanya izvi zviri kuonekawo nemitaro inofanira kunge iri pane munhu arikumhanya β vanhu ava vakapfekawo nhombi dzinoita kuti vange vachigona kumhanya zvakanaka β |
| imba isati yava nedenga inotaridza kuti ichiri kuvakwa β jecha richiri rakaunganidzwa rakakomberedzwa nezvitina kuti risapararira kose β pane mutaro wemagetsi unoonekwa unopfuura nepamusoro peimba β |
| zvivakwa zvakasiyana siyana zvakakomberedzwa namajurawo β pambiri pezviwakwa izvi panoratedzawo kuti pane mugwagwa unofamba dzimotokare zichita kura vanhu kuenda kwakasiyana -siyana β zvakare panewomiti uye dzimwe motokare dzakamira β nevanhu vari kufambawo vachienda kwakasiyana β |
| mmiti yegirini iri paruteve pemvura β izvo zvinoita kuti igare mune hunyoro β mukati munge mune zogara mumvura zvakasiyana zvakuita sehove nyoka β |
| shimi muchena uri pasi wakachvetwa pane ruvara rutema une tambo chena β pane pepa riripo rine ruvara ruchena nemavara matema β une simbi dzakaputirwa mupepa repurasitiki β |
| dzimba dzakanaka dzakavakwa nemutoo wakada kufanana inezvitina zvakanaka zvisina kupulastwa kana kupendwa β mparuvazhi vedzimba itsi pane bundornshanje inoratidza kuti hainyatseubiridzwa sezvo iiratidza kuti haina utano β |
| midziyo inoshandiswa mumba yekubikira yakarongedzwa kuti tengeswe β pane chipunhu chine ruvara rwesirivha chakamira chiri kumberi β kuseri kwacho kune mapanga akawanda ane zvipakato zvemapuranga β uyewo mamwe ane ruvara rutsvuku mamwe ane ruvara rwebhuru mamwewo ane ruvara rwegirimu β |
| mvimbo inogona kuwanika muguda β ine mugwagwa wakaiswa tara β uye panowomotokare dzakati hwandeyi β mugwagwa vacho wakaiswa mwenje uye une zvikwangwari zvevanhu vanoshamba dzazvinhi β kumberi kurukuonekawadzimba β kunoumiti yakarebha irikutarisirwa β |
| dendere β reshiri rakavakirwa mumuti wemugwavha una mashizha mashomashoma β |
| musango mune muti wemupangara muduku une minzwa dzakapinza uye tumashisha tuduku twegirinhi β pasi pane huswa hwakaoma β |
| flaski yakakura kwazvo ine rudzi rutsvuku nemuvharo mutema iri kutengeswa muchitoro |
| maruva akaiswa mumagaba ane ruvara rwegirini nemadodzi madodzi machena β maruva aya akawanda chaizvo uye arimumagaba ane ruvara rutema mamwero arimumagaba ane ruvara runojenjemera β |
| zvuma zvemuhoro zvakapfekedzwa pachidhore kuitira kuratidza vatenge zveruvara zvesirivha zvinopfegwa nevanhurumwu kana vanhokadzi kuri kuda kutaridza muchenhu wavo β |
| varume nevakomana vanoimba vamwe vanoridza hosho vamwe vanoridza ngoma β mhuridzi wengoma wakagara β pazvigaro zvitatu achiridza ngoma wakapfeka hembeine ruvara rutsvuku β |
| bhazi ririkufamba mumugwagwa β bhazi ri rinoratidza kuti ndereciti ling β rine ruvara ruchena nechekumusoro rina mahwindoane ruvara rutema nikumbe rikwaro rine ruvara rutema neruvara ruchena β |
| nzvimbo iri kuonekwawo iine miti pamwe chete inesura β kuzoitawo mapango akachererwa hayo akasungirirwa tambo dzinodarikana magetsi β tambo idzi dzinenge dzichienda kudzimba dzavanhu muguta kana kune dzimwewo nzvimbo dzinodava magetsi β |
| pombi dzinofambisa mvura dhira mure mvura β riri pamusoro pezvidhinha β nyiti inemashiya uruvara rwegirini β vhenzi yakakomberedza midhuri β |
| mugwagwa une tara mugwagwawo mune motokare zhinji dzemhando dzakasiyana dzerikufambamo mune rumwe ruti vkune murume arikuratidza kuti arikota minana sezvo achifamba pamusoro petaira β nechekumberi kurukubuda midhuri mikuru yakanaka chose β |
| dzimba zhingi dzimwe dzirikuratidza kuti dirikuvakwa sezvopane ime inoratidza kuti ihuru isati yava nemikova nemafafitera uye haisati yarurwa denga β dzimwe dzinonoratidza kuti zvimikuku zvakavakwa ne mapurangarrakapfurerwa nemazhenge β |
| murume arikufamba mudhorobha β paanofamba panotaridza kuva nemadhaka β urikufamba achita zvekudanhuka β wakabereka bheke kumusana mberi kwake kune vakabereka vana nevakabereka mabheke vari kutaridza kuti vamwe vari kutengesa zvenwiwa β |
| mudzimai wechidiki arikuyambuka mugwagwa β kumusoro wakapfeka hembe chena wakapendekera bhegi tsvuku ridiki β kuzasi akapfeka hembe ina mavara machena namatema β mumakumbo wakapfeka gogo β |
| mhota uru irikufamba munzira β ine ruvara rwero uye yakakura zvikuru β ine kumasure kwekuti kunogona kusumudzika kuchirasa zvinhu kodzokera β zvinoita kuti nzi tipa β uyezveine mavhiri akawanda zvikuru anosvika kugumi nemana β mavhiri ayemakuru uye nepakati pesirivhera β imota yakanaka inobatsira pakuita mabasa ekututunura zvinhu zvingade kutakurwa zvinorera β |
| nzvimbo ine dzimba dzakanatsovakwa dzakaita mudhandanda β mudhuru uyu wakawakwa wakareba kubva paiswa magonhi panze akaita midhandanda β magonhi aya ane ruvara vakachenerukira β |
| ruoko rwemunhu rwakabata tochi imwe chete itema kumusoro kwayo ndekwebhorauni uye yakabaka β |
| chibage chinyoro chakatsvetwa pasi β chinooneka kuti chinyoro nekuda kwamakanda ari pasaidhi ane ruvara rwegirini β sanga dzachona dzine ruvara ruchiena β panitimatambotambo tinowanika pachibage twiripo tinoruvara ruchena zvakare β |
| michero mizhinji yerudzi rwepashoni β ine ruvara runoevedza rwegoridhe β uye mimwe mishoma ine ruvara rwakatsvukira β umwe chete wakagurwa nepakati zvakaisvonaka uchiratidza modzi mukati nhema uye muyepfu rweruvara rwegoridhe β |
| muchero wemauyu uri mukati mendiro yegirasi β muchero uyu kune ruvara ruchena neshinda shinda dzine ruvara rutsvuku rwakachene rukera uye zvepan pane mukombe uripo wakazara chimwewa chemuchero uyu negirasi rimwechetezvakare β |
| mugwagwa unoratidza kuti une tara uye unofamba motokari hinji parutivirwo mugwagwa uyu pane zvimikuku zvakavakwa ibhapo nezvinhu zvakatsvetwa β upanoratidza kuti panogadzirwa mipfuku yemapuranga inotengesa sezvo imwe yacho isati yatopedza kugadzirwa |
| musoro emukuru wegonyeti wakamiswa pedyonemba β une musoro muchena woitawo mavhiri makuru matema akavharwa nezvinhu pamusoro β uyewo une pamwe pachena parikuoneka β wakamiswa pedyonemba yakati kurei uyewo kuru tivi kune karuzhowa karikoka pfupi β |
| murume ari kufamba ari mujinga memudhuri pakati pedhorobha β murume uyu akapfeka nhumbi yekumusoro ine ruvara rwebhuruu nechikabudura chine ruvara rutema β akabata zvidhori zvitatu zvihombe zvaari kutengesa β zvidhori izvi zvine ruvara rwepingi bhuruu uye ruvara rutsvuku β |
| nzvimbo ine zvivakwa zvomudhadhadha nezvimwe zvomudurikidzwa zvinoratidza kuti pangangova pari pachikoro pane mugwagwa uyo une motokari yemhandoduku ine ruvara rwesirivha β |
| njimbo yedhirobha ine vanhu vakawanda kwekutanga kunkune upomana akapfeka embe ine mutsetse muchina nemutema akabereka bhegi β mberi kune chitoro chinotengiswa mapiritsi nepamwe nemotokari β |
| dhorobha rine midhuri yakawanda ine makamuri akavakwa achienda mudenga β padivi pemidhuri iyi β pane migwagwa mikuru iri kufamba motokari dzakawanda dzine ruvara rwakasiyana rinosanganisira chena sirivheri ine ruvara rutema β |
| nzira inofamba nevanhu vetsoka inofamba ichienda panzvimbo panocherwa mvura β panzvimbo iyi pane vanhu vakawanda pane midziyo yekucheresa mvura β |
| munda wamabhanhana unoonekwa uyewo ivhu idema kunze kunoratidza kuti kwangwikava kuvira kana kuti mvura yainge yoda kunhaya β |
| ichi chinonzi chidhambakura β chinowanikwa matumbo kana mumiti β chinorarama nezvipukananazvidiki chinowanikwa muivhu β chinowanzogara β chinowadzofanana nezvimbo yachinenge hi zvakafana nedumbo kana mundi β |
| pane imwe nzvimbo iri pedye nemugwagwa β pane varume vakagara anokumira panotengeswa matai β varume ava vanoita sevari kutaura nyaya β umwe vevarume ava akapfeka hovhurosi β kozotiwo mumwe akamira akapfeka vhesi β |
| munhandari inoratidza kuti ndiye national sport studium β mune vanhu varimo vakamera vakapfeka ngowani ineruvara ruchienanerwe pepol nechipika chineruvara ruchienhanerwe yeru β pane uswa muneruvara rwegirini uye nhandari ineruvara rutsvuku nezvigaro zvekugara musoro kwenhandari β |
| pano zhiringa zuva zvina panova neimwe chiti ichena β nhatu dzivi dzitema bhiri dzakabaka dzinototitavidza chiringa zuva dzimwe mbiri padzina dzakadzima β |
| imba imwe chete yakavakwa nezvidhina β ine musuwo wemarata nemasimbi ebhurauni β chikwangwani chichena β shedhi iri parutivi β |
| vanhokadzi vari munhandare inotambirwa mutambo avo varikuratidza kuti vari pakudzidzira kutamba mutambo wawo anoda kutamba β nechekunze kwenhandare iyi kurokuratidzawo kuti kune juraoro iro rakakomberedza zvevakwa β |
| shangu imwe chete yekurutivi rworudyi ndeyemhando yetenesi β yakavharika β ine maburi zvinoratidza kuti ndeye tambo β ine ruvara rwepingi muiri wese nezvichena uye yava kuratidzawo kuti yava kushakara β |
| panzvimbo yekutengesera pane vanhu vakawanda β vamwe vari kufamba vachipesana β nechekumashure uri kuoneka mudhuri wakavakwa zvemudurikidzwa β |
| nzvimbo iri mudhorobhaguru ureharare β umo mune zvivakwa zvomudurikidzwa panewo vanhu vakawanda vari kupesana nechekumberi kune chivakwa chihombe chejoina siti β |
| mudhuri wakareba kuenda mudenga wakavakwa zvemunhorikidzwa une mafafitera mahombe β pamberi pane motikari chena ine mafafitera matema β kumasvure kwemota une vanhu vaviri vari kufamba mumwe akapfeka jazi dzvuku β |
| chivakwa chemudurikidzwa chakavakwa zvakaesvonaka β chivakwa ichi chizere mafafitera β pane motikari yakamiswa mujinga mechivakwa ichi β tinoonawotamba tsvuku dzakasungirrwa pamatanda β |
| vanhu vakagara vakatiedza zvitoro vachitengesa zvinhu zvawo β pane vakawanda vakapfeka zvimahapuroni zvinoratidza kuti vari kutengesa majhusikadhi ekuisisa mari munharembosh β uyewo pane mumwe ari kufamba pauriri wakagadzirwa nemataira zvakanaka β |
| bhamberi pechidziro chinoita sejurawo β pane huswa hwakaoma uyezve mugwagwa une marara β nechekumashure kwechidziro ichi kune muti murefu uyezve pedyonawo panotambo dzemagedzi β |
| nzvimbo inoratidza kuti inzvimbo inokanyiwa zvidhina nekutengesa zvidhina β zvidhina izvi zvakasiyanasiyana ndinoona zvihumbenezvidiki uye zvidhina zvathu zvimwe zvichena zvinwewo zvakatsvuka pane masagawo anoratitidza kuti masaga aya anenge ane zvinhu zvinoshandiswa pakukanya zvidhina β |
| iyiimba ichena inoratidza kuti ava nemakore akawanda yavakwa uye ine mataira pamusoro semarata β madziro mune bhasikoro nemataira nezvinhu zvinoita kunge huni β |
| nharaunda yepa chiteshi chamabhazi β panoonekwa vanhu vanotengesa zvirimwa nezvinhu zvakasiyanasiyana zvinosanganisira madomasi β zvinwiwa nezvimwewo zvakadaro β panoonekwawo matanda anopa chiedza kana kwava nerima uye zvikwangwani nemaamburera anovharidzira zuva β |
| mundiro mapakurwa chikafu chiri kutora moyo β mune mupunga muchena uye nyama yakangwa zvakasonakisa yakasangana nemadomasi nemakoroti β |
| nzvimbo ine midhuri mitatu imwe emidhuri iyi ine makamuru akaturikidzana achienda mudenga β mamhiri penzvimbo iyi β pana kasango kane huswa netuzvikwenzi zvakawanda β huswa uwo humwe wacho hwakaoma humwe una masvizha aigirini β |
| vakomana vebhora vakachonjomara vakabata mabhorawo maviri mumaovo vakapfeka hanzur dzekutambisa bhora vari kusekerera kuratidza kuti vakagadziira kupinda makwikwi nemufaro β |
| pedyo nemumwe mugwagwa pane rudzitiro rwewaya rwakaiswa β nechemukati mewaya iyi β mune motokari yakamira pane mumwe musha β musha uyu une dzimba dzakavakwa nezvitina dzakapfirirwa nemarata β |
| vanhu vakawanda vakaungana vanosanganisira vanhokadzi navanhurume β pane vanokadzi vakawanda vakagara pasi poitawo vanhurume vaviri vakamira nechekumberi kwavo β |
| motokari yemhaando yegonyeti inoshandiswa kutakurisa zvinhu zvinorema β musoro wayo wakandotsvukuruka uye mavhiri matema pamativi pemavhiri pane ruvara rwesirivheri β |
| musika urikutengeswa zvinhu zvakawanda kwazvo β paune murume akagara pachituro anoratidza kuti ndiye ari kutengesa β pane zvekare mukadzi arikuzvipfuurira zvake achienda kwari kuenda β pamusika apa pari kutengesa michero yakasiyana siyana uye zvihwidzi nezvinoozvidyiwa β |
| muruti vime mugwagwa mune miti yakasiyana siyana β miti i ina mashizhani ruvara rwegirini koita umwe muti una mashizhani ruvara rwakachenerukira β mumugwagwa mune dzimotokari dziri kufamba pane motokari ine ruvara rutsema β |
| nzvimbo ine zvivakwa zvakawanda zvakavakwa pairi β zvakasiyana siyana zvimwe hazvina kupendewa zvimwe zvakapendewa β pane miti yakawanda yakadzvarwa panzvimbo iyi β imwe yacho miti yemupaumu β iyo inoreba ichienda mudenga β |
| miti dzakawanda dzakakura dzine mashizha mazhinji uye akasvibira neruvara rwegiriri β parutivi pane mugwako β |
| musikana ari kuonekwa ari mumufananidzo miviri yakafanana akarukwa musoro wake zvinomwisamvura zvichitevedza musoro wake zvichigadzira madenderedswa zvimwe zvichiuya nechepambere penzeve yake β ruoko rwake rwakabata chivhudzi chakasarira chisina kurariswa mumusoro make anechipika cherudzi rwegirei β |
| munhokadzi mutsvuku akatsikitsira β ane musoro une vhudzi njena β rakagerwa nechekumativi β pakaiswa mutaro β pamusoro pane vhudzi rakakuririra rakabvanyangurwa β |
| munhu rome akafuratira anotamba mutambo webhora remakumbu akafeka nhumbi yeruvara rutsvuku β akagadzira musoro wake ukapendewa zveruvara ruchena β kumadivi kurikuonekwa vanhu vakamirizika nedzimba β |
| bhaibheri shoko ramwari rakavhurwa β pamwe chete nechinyoreso chiripo rakavhurwa mubhuku yemapisarema β yemakumi maviri nenhatu β pavhesi yekutanga inoti jehovha ndiye mufudzi wangu hapana chaninga shaiwa β |
| pane imwe nzvimbo mudhorobha pedyo nerobhoti β pane vanhu varipo mumwe vanhu ava akagara pasi kozoita mumwe akamira akapfika hovhorosi nehetichena β |
| mugwagwa une tara une motokari dziri kufamba modzemarudzi akasiyana dziri kuratidza kuti dziri kupesana β mujinga memugwagwa umu murikuratidza miti mikuru yemijakarandai nemaruva akaita pepo β pasi pemuti uyu pane bundo rakaoma ndicheparutivi pane ruzhira runoratidza kuti runofamba vanhu vanenge vachifamba zvavonetsoka β |
| mhiti dzakakura dzina mashizha akawanda uye akasvipira ane vuvara rwegirinhi β pasi pane ivhu rakaunganidzwa rakakomberedzwa nezvitinha zvidiki β |
| ruoko rwakabata chishongo chinogona kuisirwa zvinhu pakadaise maruwa β chishongo chacho chine ruvara ruchena β chinewo tumaruwa twegirini twokaiswa kumusoro β |
| motokari dziri kufamba mumugwagwa kumativi kwemugwagwa kune dzimba dzakavakwa dzichienda mudenga β |
| ndiro yakapakurirwa mupunga β mupunga yu une ruvara ruchena kobva kwaita umwe une ruvara rweyero β nyama irimo inoratidzat yakabikwa zvakanaka yakana tsutsvukira zvakanaka β |
| nzvimbo inoratidza kuva pakati pesango β pane muti wemhuwa kusina mashizha β kumberi une miti ine mashizha akasvibira β |
| cinyama yakabikwa neunyanzvi ikatsvukira β nyama iyi inoratidza kuti ndeye mombe parutivirwe nyama iyi pane sadza jena rinoratidza kuti rakabikwa nehufu rwemabarwa β |
| shangu imwe chete ine ruvara rwebhuruu β nemukati mutsruku yakasimudzwa rurimi β ine tambo pamusoro iri pajira rine tuma bhokisi twegirinhi negirei β nharoo jira racho riri pamusoro perimwe jira rine ruvara rwepingi neyero β |
| mufananidzo weshangu yemunhu kadzi β shangu iyi ine ruvara rwakachenerukira β inosiya makumbo ari panze nechekumashure asi kumberi kwayo inoita sei inombanyidzira makumbo nekuda kwemagadziriro ayo β |
| nzvimbo ine miti yakasiyana siyana inosanganisira mut emango mutoemango una mashizha neruvara rwegirinhi β koita zvakare maruva aripedyo neruzhowa β maruvaya ane mashizha neruvara rwegirinhi neruvara rwepingi β |
| imba ine mafasitira akawanda nemarata matsvuku yakakomberedzwa nemudhuri une zvidhinha zvakawanda zvakanaka β |
| nzvimbo yakagadzirwa zvakanaka ikavakirwa pasina mabwe β kuitira pasachereka uye kuti pavepakashambidzika β miti yakachekererwa zvakanaka uye maruva β uye miti yakapfumvutira nemotokari dziri kuvamba dzichipfuura β |
| nakamira pakati pemazi mota makuru maviri β mamota matsvuko uyewo ane kumberi kurikuoneka mapafitera kunogara munhu anenge achitya inu β munhu akamira akabata imwe modikari imwe chete uye arikusekerera β |
| shangumbiri dziri pasi dzine ruvara rutema pasi β potiwo pamusoro sirivha β dzakavhurika β ndedzemativi ose nekuruboshwe nekurudyi ndedzemhando yamahwashu β |
| mugwagwa hwemuguta β kuruboshwe kwemugwagwa uyu kwakapakwa dzemotikaru dzemhando yakasiyanasiyana β pane mukadzi akapfeka rokwedema nehimbe chena kumusoro β kuruboshwe kwake kunoonekwa midhuri yemuturukidzaniswa β kurudyi kwake kwakapakwa dzimwe motikari β |
| ndiro imwe chete yedhaga ichena ine zvokudya zvinoti sadza rechibage chichena β muriwo uye nyama yehuku yakakangwa yakatsvukira β |
| mukomana akapfeka nhumbi dzakafanana kupira kumusoro dzipira zasi akapfeka nhumbi tsvuku dzine mutsetse mitema uyezve akapenda musoro nebhurauni β ui akapfeka shangu tema β |
| nzvimbo yegirinhi inoratidza kuti parutirwayo pane musha uyo wakaiswa jurawo rakavakwanezvitina nesimbivo β kudivi rekuruboshwe kune sango rine miti yakasiyana siyana netunzeratudiki tinofambawo nevanhu vanofamba netsoka β |
| mugwagwa wetara kumhiri kwawo kune zvitoro zvinotengesa zvinhu zvakasiyana β chitoro hhachirikumhiri chekutanga chitoro chinotengesa mapiritsi ekurapa zvirwere zvakasiyana-siyana chinonzi famasi β panozoonekwawo chitoro chekutengesa hembe chenjake njake β |
| chitero chinotengeswa midziyo yemutambo yakasiyana-siyana mine mudziyo yekutamba madhatsi midziyo yekutamba hoki β neyavanechengeta magedhe koitawo mudziyo yekutamba mutambo wetenisi nekiriketi β |
| muti wakakura uri padivi ne ruware midzi dzayo dzikuru dziri pachena β pasi pane meti dzidoko uye mashizha makaoma β |
| sango rine miti mashizha akatsvukuruka β mazhinji acho akatowira pasi zvinobva zvatiratidza kuti iyi inguva yechando kana nguva yekupisa sezvo miti iyi chiratidza kuti yava nenguva isina kunaiwa nemvura β uye pasi pawo pakaranoratidza kuti vhuriripo rakatooma kukare β |
| vanhu vari kufamba mugwako ano wanekwamudhorobha β panewe munhu rume nemunhukadzi vari kufamba vari vaviri vachiradza kuti vanhu vanozi vana poitawo munhukadzi arikufamba akatakura bheke rake β nechekurudyi kurukuoneka michero yakarongedzwa nemiriwo zvakaiswa pasi zvakaita matutu kuti vanhu vanodavawevatenge β |
| vanhu varikuitratidza kuti varikuita zvakasiyana vamwe vari kufamba vamwe vakagara pasi vakawadza masaga vakaisa zvinhu pamusoro pemasaga aya zvinoratidza zviikutengeswa zvinotanganisira β matomatisha akaunganidzwa akaita zvitutu β vamwe vacho vane vakanyora pamabhepa kuratidza kuti varikutengesa iye ataimbu β |
| baba vakagara pachigaro vakazendamira pachivezwa chevuranga β vachitengesa β kumashure kawo kune ngoro izere nezvakasiyana zviri kutengeswa zvakare zvinosanganisira mupunga β shuga nezvinwiwa zviri pamusoro zvitsvuku nezveorenji β murume arikurudye akamira pasi pesumburera ine mavara β |
| nhimbo inogara vanhu iri kuwedzerwa kunaka nekuvakiwa β pane mba yakapera kudhara ine ruvara rwepingi β koita imwe nemudurukidzwa yakamirawo nechekumber β asi pane majecha akaunganidwa kuratidza kuti kuvaka kuchiri kuengerera mbere β |
| chimiro chinoratidza kuti chikoro kana kuti midhuri inogona kunge ichishandiswa sechikoro chakapendwa neruvara rweyero nerutsvuku muzasi uye pane mihomba inoratidza kuti ndeinosimwa maruva nemitimikuru uye mavheranda ekuvanda zuva nemvura β |
| uwa waagadzi wanounyanzvi unoratidza kuti wakawaridzwa zvitinha zvakaforomwa nesemendimu mubagwa kume mune vanhu vanosanganira varume nevakadzi varikufamba zvao jinga macho mune vamwe vakatseta zvinhu pamatafura varikuratidza kuti varikutengesa β vakazvivharira zova nematende makuru akatase maamburera β |
| twanda dzinokwana kuita gumi β dzakarukwa zvakanakisa dzichisanganiswa mavara β tswanda idzi dzine mizera yakasiyana β kana dzimwe dzakati kurei dzimwe dzakakura zvishoma nedzimwe diki β |
| zvimbo irikuratidza kuti ine huswa husi rikukura zvakanaka izvi zvinoratidza kuti panofambirwa navanhu β panotsekwa nguva dzose ndwokusaka huswa husirikukura β uye panonge panofambirwawo zvakare nemhuka chero dzemusango chero dzepambo β |
| muresa mutsvuku wenyika yemasadhonia β uinhedenderedzwa pakati rinoruvara rwegoridhe β wuita matanda anotenderedza denderedzwa irori aine ruvara zvakare rwegoridhe β |
|
|