File size: 26,759 Bytes
d5fe650
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
ab9ac60
 
 
d5fe650
 
 
 
 
 
 
 
 
ab9ac60
d5fe650
 
 
 
 
 
 
 
ab9ac60
 
d5fe650
ab9ac60
d5fe650
ab9ac60
d5fe650
 
 
 
 
 
ab9ac60
d5fe650
 
 
 
 
 
 
 
 
ab9ac60
d5fe650
 
 
 
 
 
 
 
ab9ac60
d5fe650
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
ab9ac60
d5fe650
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
51
52
53
54
55
56
57
58
59
60
61
62
63
64
65
66
67
68
69
70
71
72
73
74
75
76
77
78
79
80
81
82
83
84
85
86
87
88
89
90
91
92
93
94
95
96
97
98
99
100
101
102
103
104
105
106
107
108
109
110
111
112
113
114
115
116
117
118
119
120
121
122
123
124
125
126
127
128
musikana arikita mutambo wejaverlin ⁇  arikumhanya akabata museve wa arikuda kuposhera ⁇  pane munhu arikuokera uye kumukurudzira ⁇  musikana uyu akapfeka hembe yemanjesta united neukabudura tema ⁇ 
ndiro ine madora inoonekwa uyewo kuseri kune midziyo yakati wandeyi inoriridza kuti inzvimbo yekubikira ⁇ 
pakati pemugwagwa pane motokari dziri kufamba ipapo ⁇  kusanganisira bhaziri nependichena negirini ⁇  nhochokurutivi kwemugwagwa kune muti murefu uyezve kune vanhu vari kufamba ikoko ⁇ 
uyo noraridva kuti imai muturukidzwa yetrueweds uye pane vanhu varikupindamo uye pane mota pane motokare mbiri dziri kufamba dzichienda dzichienda uyu mugwagwa une marambe nemuti mumwe chete ⁇ 
majurawo rimwe rine musuwo werata uye uri mutema ⁇  mukati maro mune imba ine matiles ⁇  pamusoro uye nemiti ine mashizha egirini ⁇ 
ihu kushanu dzakaiswa muchikafutera dzakaurawa dzikuda kudyiwa ⁇ 
sangu rine huswa hwakaoma ⁇  rine miti ine mashisha akasvibira ⁇  kumberi kwemiti kunoonekwa gomo rine miti yakasvibira zvichomaneni ⁇ 
bhutsu imwe chete yakagatsigwa pamusoro penzvimbo ine ruvara rwebhuluu ⁇  iyo bhutsu ine ruvara rutema netambo dzirikubudikira imwe yakarembera ⁇  kumashure yakanyorwa neruvara rweyelo kunzipoma ⁇  bhasi parikuoneka muhuri wemba ⁇ 
bhodhi rinoshambadza zvinotengeswa muchitoro ⁇  vanhu varikufamba nevamwe vakagara vari kutengesa maonyenzi nemadhiringi pamusoro peitafura ⁇ 
mugwagwa vakagadzirwa netara ⁇  mujinga mawo kmativi ose kune miti mizhinji yakakomberedza ⁇  imwe yemiti iyi yakaoma asi imwe ine mashizha ane ruvara rwegirini uye ine maruva ane ruvara rwepepuru ⁇ 
besanwa pakufamba vana vechikoro vakabfeka uniformu ⁇  uye murume anofamba akatakura mugomo kutaridza kuendakapaanoenda kunotengesa kana kundohodha vakatibhokisi aripo ane rvimwe zvitengeswa zvakaita sefodya ⁇  uye pakakomberedzwa ⁇  nerusvingo rwesimbi ⁇ 
chingoro chiri kusundwa nemunhu ⁇  chine zvinhu zvirimo machiri ⁇  zvinosangana nechikadhi bhokisi chirikuoneka uyewo pamugwagwa wachiri kufambira ⁇  pane zvimaburi zviripo zvinoratidza kuti imota kana ikafamba echimhanya inogona kukuvadza mavhiri ayo ⁇ 
shangu dziri muchitoro pachipuranga chepingi ⁇  pazasi pane shangu nhema dzine tambo pamusoro ⁇  dzichiteverwa neshangu dzegirei dzine tambo chena pamusoro netumutsara tine ruvara rwebhuruu ruchena nerutruku ⁇  dzichiteverwa nedzimwe dzine ruvara rutema dzisina tambo ⁇  kuchipedzesera dzegirei dzine ruvara rutruku panechepamhuno ⁇  netambo dzepingi pamusoro ⁇ 
nzvimbo iyi inorakdza kuti inzvimbo iri pakati pegutare harari ⁇  vanhu vakamira vauratidza kuti varikutaura zvavo nyaya varine vaviri memukadzi mume chete ⁇  panevo mabhazi uuzve pane motokare dzakanira dzikuratidza kuti dzirine umemugwagwa umu ⁇ 
makadzi vatatu mumwe akasenga hari inanzi svirongo mumusoro make ine ruvara rwebhurauni neruvara rwegirini kumusoro ⁇  kuserikwawo kune muti une mashizha ane ruvara rigni ⁇  makadzi ava mumwe wakarukwazvirikwa zvekutenga mumwe wakagadzira zvudzira ake muwe wakasungadzukwa ⁇ 
nzvimbo inowanika muchegutu inyeudana nezitare kuti pazvindege ⁇  pane zvindege zviviri zviripo ⁇  ndege zvitoratidza kuti zvasakara ⁇  chine ruvara ruchena neruvara rwebhurauni ⁇  uye necheparutivi pane bhazi rirekufamba rine ruvara rweyero ⁇ 
sofa reruvara rwepfumbu rakasvibira inoratidza kuti nderechi zvino zvinosofa iri ⁇  ririmumba mune uriri huchena wakanaka kwasvo uye rakareba zvekuti rakabatanidzwa akaita semasofa mairi akabatanidzwa ⁇ 
shirimbiri dzakamhara padavi remuti dzine maditi machena uye miromo murefu ⁇  dzaimwe yacho yakavatirira zvinoratidza kuti dziri kufara zvadzo pamwewo dzingangodaro dziri murudo ⁇ 
kombiuta ine ruvara rutema ⁇  uye ine mavara akanyorwa neruvara ruchena nerutsvuku ⁇  yakatsvetwa mukadhi bhoksi rino ruvara rwekaki uye mune tambo nezvimwe zvinoiswa pakumbita zvine ruvara rutema ⁇ 
mabhara mazhinji akagadzirwa nerata nesimbi ⁇  ane ruvara rwakasiyanasiyana runoti bhuru ⁇  girinhi uye nebhuraun ⁇  kurutivi kwakamira motokari ⁇ 
pane nzvimbo ine marara akateteredzeka ⁇  marara aya anosanganisira amapepa ⁇  nezvimwe zvinhu zvakasakara ⁇  pedyo nemapepa aya pane tsanga dziripo ⁇  kozoti huswa hunyoro nehumwe hwakaoma ⁇ 
pane mugwagwa uoratidza kuti unofambira motokari ⁇  mugwagwa uyu uri pakati pemiti uyezve padyo nemugwagwa uyu pane zidombo rakazvimiririra ⁇  kuzoitowo marara aripedyo nemugwagwa uyu ⁇ 
nadzi yakakura inoratidza kuti yemwe yachona ya akutotumbuka ⁇  ine ruvara rwegirini koitawo imwe ine ruvara rwakachenerukira ndecheparutivi panooneka ivhu rine ruvara rutema namatombo ⁇ 
vuri unoratidza kuti kune munhu ari kumashure akamira ⁇  uye zvekumativi mune motokari dzakapakwa pamberi pane chitoro chiripo kana kuti chivakwa chiripo ⁇  asi zvimwe zvese zvakavharwa kusara kwezviviri zvakafurwa mukova ⁇  dzirikuratidza kuti uye zveipapo ndo panopirwa ⁇  vhasi nevanhu kana vachinge vabva kutenga zvinhu ⁇  nzvimbo iyi inoratidza kuti inobatsira chose vanhu vemunharaunda ⁇ 
chiri mbiri dziri kubhururuka dziri mudenga ⁇  pane imwe yakavhurama papiro ayo chaizvo poita imwe yakadembedza pasi ⁇  dziri mudenga mumakore chaimo nekuti denga ririkuoneka ruvara rwaro rwebhuru ⁇  uyewo shiri dzakanaka uyewo dzinovaraidza kuona ⁇ 
maruva akamira akatinhana zvekutoita sechikapeti ⁇  ane ruvara rwegirini rwakanaka zvikuru ⁇  uyewo pamusoro pawo pane rimwe ruva rakadongorera rakatumbuka zvitsvuku ⁇  kune rumwe rutivi kune chinengesora chakatumbukawo zvakanaka ⁇ 
iyi shango ⁇  ine mavara matatu vakasiyan inopfekwa nevarume nevakadzi ⁇  ine ruvara bhulu rwakadzikira neruvara rwakati bha rwebhuluu ⁇  bhuru nepasipachi
bhazi regod glassi jena rine ruvara ruchena muviri wese nemitaro mitatu mutsvuku wegirinhinewebhuluu ⁇  ririkufamba mutara riri kuratidza kuti rirakananga kuguta reharare ⁇  nudii ruwaro mune riridzimba munoonekwawemuine vanho ⁇ 
pane matombo akawanda akatsimbirirana ⁇  matombo aya ari pedyo nekamwe kanzira kanoita sekanofamba vanhu ⁇ pedyo nekanzira aka pane tumiti nehuswa ⁇ 
umwe mugwagwa unoita seuri kufamba bhazi ⁇  pane marara ari pedyo ⁇  marara aya aripaidyo zvakare nematombo nechekure kune vanhu varikubudikira uye tangi remvura ririko ⁇ 
vanhu vari kuratidza kuti vari mukati menhandare iyo inoitwawo makwikwi ekumhanya izvi zviri kuonekawo nemitaro inofanira kunge iri pane munhu arikumhanya ⁇  vanhu ava vakapfekawo nhombi dzinoita kuti vange vachigona kumhanya zvakanaka ⁇ 
imba isati yava nedenga inotaridza kuti ichiri kuvakwa ⁇  jecha richiri rakaunganidzwa rakakomberedzwa nezvitina kuti risapararira kose ⁇  pane mutaro wemagetsi unoonekwa unopfuura nepamusoro peimba ⁇ 
zvivakwa zvakasiyana siyana zvakakomberedzwa namajurawo ⁇  pambiri pezviwakwa izvi panoratedzawo kuti pane mugwagwa unofamba dzimotokare zichita kura vanhu kuenda kwakasiyana -siyana ⁇  zvakare panewomiti uye dzimwe motokare dzakamira ⁇  nevanhu vari kufambawo vachienda kwakasiyana ⁇ 
mmiti yegirini iri paruteve pemvura ⁇  izvo zvinoita kuti igare mune hunyoro ⁇  mukati munge mune zogara mumvura zvakasiyana zvakuita sehove nyoka ⁇ 
shimi muchena uri pasi wakachvetwa pane ruvara rutema une tambo chena ⁇  pane pepa riripo rine ruvara ruchena nemavara matema ⁇  une simbi dzakaputirwa mupepa repurasitiki ⁇ 
dzimba dzakanaka dzakavakwa nemutoo wakada kufanana inezvitina zvakanaka zvisina kupulastwa kana kupendwa ⁇  mparuvazhi vedzimba itsi pane bundornshanje inoratidza kuti hainyatseubiridzwa sezvo iiratidza kuti haina utano ⁇ 
midziyo inoshandiswa mumba yekubikira yakarongedzwa kuti tengeswe ⁇  pane chipunhu chine ruvara rwesirivha chakamira chiri kumberi ⁇  kuseri kwacho kune mapanga akawanda ane zvipakato zvemapuranga ⁇  uyewo mamwe ane ruvara rutsvuku mamwe ane ruvara rwebhuru mamwewo ane ruvara rwegirimu ⁇ 
mvimbo inogona kuwanika muguda ⁇  ine mugwagwa wakaiswa tara ⁇  uye panowomotokare dzakati hwandeyi ⁇  mugwagwa vacho wakaiswa mwenje uye une zvikwangwari zvevanhu vanoshamba dzazvinhi ⁇  kumberi kurukuonekawadzimba ⁇  kunoumiti yakarebha irikutarisirwa ⁇ 
dendere ⁇  reshiri rakavakirwa mumuti wemugwavha una mashizha mashomashoma ⁇ 
musango mune muti wemupangara muduku une minzwa dzakapinza uye tumashisha tuduku twegirinhi ⁇  pasi pane huswa hwakaoma ⁇ 
flaski yakakura kwazvo ine rudzi rutsvuku nemuvharo mutema iri kutengeswa muchitoro
maruva akaiswa mumagaba ane ruvara rwegirini nemadodzi madodzi machena ⁇  maruva aya akawanda chaizvo uye arimumagaba ane ruvara rutema mamwero arimumagaba ane ruvara runojenjemera ⁇ 
zvuma zvemuhoro zvakapfekedzwa pachidhore kuitira kuratidza vatenge zveruvara zvesirivha zvinopfegwa nevanhurumwu kana vanhokadzi kuri kuda kutaridza muchenhu wavo ⁇ 
varume nevakomana vanoimba vamwe vanoridza hosho vamwe vanoridza ngoma ⁇  mhuridzi wengoma wakagara ⁇  pazvigaro zvitatu achiridza ngoma wakapfeka hembeine ruvara rutsvuku ⁇ 
bhazi ririkufamba mumugwagwa ⁇  bhazi ri rinoratidza kuti ndereciti ling ⁇  rine ruvara ruchena nechekumusoro rina mahwindoane ruvara rutema nikumbe rikwaro rine ruvara rutema neruvara ruchena ⁇ 
nzvimbo iri kuonekwawo iine miti pamwe chete inesura ⁇  kuzoitawo mapango akachererwa hayo akasungirirwa tambo dzinodarikana magetsi ⁇  tambo idzi dzinenge dzichienda kudzimba dzavanhu muguta kana kune dzimwewo nzvimbo dzinodava magetsi ⁇ 
pombi dzinofambisa mvura dhira mure mvura ⁇  riri pamusoro pezvidhinha ⁇  nyiti inemashiya uruvara rwegirini ⁇  vhenzi yakakomberedza midhuri ⁇ 
mugwagwa une tara mugwagwawo mune motokare zhinji dzemhando dzakasiyana dzerikufambamo mune rumwe ruti vkune murume arikuratidza kuti arikota minana sezvo achifamba pamusoro petaira ⁇  nechekumberi kurukubuda midhuri mikuru yakanaka chose ⁇ 
dzimba zhingi dzimwe dzirikuratidza kuti dirikuvakwa sezvopane ime inoratidza kuti ihuru isati yava nemikova nemafafitera uye haisati yarurwa denga ⁇  dzimwe dzinonoratidza kuti zvimikuku zvakavakwa ne mapurangarrakapfurerwa nemazhenge ⁇ 
murume arikufamba mudhorobha ⁇  paanofamba panotaridza kuva nemadhaka ⁇  urikufamba achita zvekudanhuka ⁇  wakabereka bheke kumusana mberi kwake kune vakabereka vana nevakabereka mabheke vari kutaridza kuti vamwe vari kutengesa zvenwiwa ⁇ 
mudzimai wechidiki arikuyambuka mugwagwa ⁇  kumusoro wakapfeka hembe chena wakapendekera bhegi tsvuku ridiki ⁇  kuzasi akapfeka hembe ina mavara machena namatema ⁇  mumakumbo wakapfeka gogo ⁇ 
mhota uru irikufamba munzira ⁇  ine ruvara rwero uye yakakura zvikuru ⁇  ine kumasure kwekuti kunogona kusumudzika kuchirasa zvinhu kodzokera ⁇  zvinoita kuti nzi tipa ⁇  uyezveine mavhiri akawanda zvikuru anosvika kugumi nemana ⁇  mavhiri ayemakuru uye nepakati pesirivhera ⁇  imota yakanaka inobatsira pakuita mabasa ekututunura zvinhu zvingade kutakurwa zvinorera ⁇ 
nzvimbo ine dzimba dzakanatsovakwa dzakaita mudhandanda ⁇  mudhuru uyu wakawakwa wakareba kubva paiswa magonhi panze akaita midhandanda ⁇  magonhi aya ane ruvara vakachenerukira ⁇ 
ruoko rwemunhu rwakabata tochi imwe chete itema kumusoro kwayo ndekwebhorauni uye yakabaka ⁇ 
chibage chinyoro chakatsvetwa pasi ⁇  chinooneka kuti chinyoro nekuda kwamakanda ari pasaidhi ane ruvara rwegirini ⁇  sanga dzachona dzine ruvara ruchiena ⁇  panitimatambotambo tinowanika pachibage twiripo tinoruvara ruchena zvakare ⁇ 
michero mizhinji yerudzi rwepashoni ⁇  ine ruvara runoevedza rwegoridhe ⁇  uye mimwe mishoma ine ruvara rwakatsvukira ⁇  umwe chete wakagurwa nepakati zvakaisvonaka uchiratidza modzi mukati nhema uye muyepfu rweruvara rwegoridhe ⁇ 
muchero wemauyu uri mukati mendiro yegirasi ⁇  muchero uyu kune ruvara ruchena neshinda shinda dzine ruvara rutsvuku rwakachene rukera uye zvepan pane mukombe uripo wakazara chimwewa chemuchero uyu negirasi rimwechetezvakare ⁇ 
mugwagwa unoratidza kuti une tara uye unofamba motokari hinji parutivirwo mugwagwa uyu pane zvimikuku zvakavakwa ibhapo nezvinhu zvakatsvetwa ⁇  upanoratidza kuti panogadzirwa mipfuku yemapuranga inotengesa sezvo imwe yacho isati yatopedza kugadzirwa
musoro emukuru wegonyeti wakamiswa pedyonemba ⁇  une musoro muchena woitawo mavhiri makuru matema akavharwa nezvinhu pamusoro ⁇  uyewo une pamwe pachena parikuoneka ⁇  wakamiswa pedyonemba yakati kurei uyewo kuru tivi kune karuzhowa karikoka pfupi ⁇ 
murume ari kufamba ari mujinga memudhuri pakati pedhorobha ⁇  murume uyu akapfeka nhumbi yekumusoro ine ruvara rwebhuruu nechikabudura chine ruvara rutema ⁇  akabata zvidhori zvitatu zvihombe zvaari kutengesa ⁇  zvidhori izvi zvine ruvara rwepingi bhuruu uye ruvara rutsvuku ⁇ 
nzvimbo ine zvivakwa zvomudhadhadha nezvimwe zvomudurikidzwa zvinoratidza kuti pangangova pari pachikoro pane mugwagwa uyo une motokari yemhandoduku ine ruvara rwesirivha ⁇ 
njimbo yedhirobha ine vanhu vakawanda kwekutanga kunkune upomana akapfeka embe ine mutsetse muchina nemutema akabereka bhegi ⁇  mberi kune chitoro chinotengiswa mapiritsi nepamwe nemotokari ⁇ 
dhorobha rine midhuri yakawanda ine makamuri akavakwa achienda mudenga ⁇  padivi pemidhuri iyi ⁇  pane migwagwa mikuru iri kufamba motokari dzakawanda dzine ruvara rwakasiyana rinosanganisira chena sirivheri ine ruvara rutema ⁇ 
nzira inofamba nevanhu vetsoka inofamba ichienda panzvimbo panocherwa mvura ⁇  panzvimbo iyi pane vanhu vakawanda pane midziyo yekucheresa mvura ⁇ 
munda wamabhanhana unoonekwa uyewo ivhu idema kunze kunoratidza kuti kwangwikava kuvira kana kuti mvura yainge yoda kunhaya ⁇ 
ichi chinonzi chidhambakura ⁇  chinowanikwa matumbo kana mumiti ⁇  chinorarama nezvipukananazvidiki chinowanikwa muivhu ⁇  chinowanzogara ⁇  chinowadzofanana nezvimbo yachinenge hi zvakafana nedumbo kana mundi ⁇ 
pane imwe nzvimbo iri pedye nemugwagwa ⁇  pane varume vakagara anokumira panotengeswa matai ⁇  varume ava vanoita sevari kutaura nyaya ⁇  umwe vevarume ava akapfeka hovhurosi ⁇  kozotiwo mumwe akamira akapfeka vhesi ⁇ 
munhandari inoratidza kuti ndiye national sport studium ⁇  mune vanhu varimo vakamera vakapfeka ngowani ineruvara ruchienanerwe pepol nechipika chineruvara ruchienhanerwe yeru ⁇  pane uswa muneruvara rwegirini uye nhandari ineruvara rutsvuku nezvigaro zvekugara musoro kwenhandari ⁇ 
pano zhiringa zuva zvina panova neimwe chiti ichena ⁇  nhatu dzivi dzitema bhiri dzakabaka dzinototitavidza chiringa zuva dzimwe mbiri padzina dzakadzima ⁇ 
imba imwe chete yakavakwa nezvidhina ⁇  ine musuwo wemarata nemasimbi ebhurauni ⁇  chikwangwani chichena ⁇  shedhi iri parutivi ⁇ 
vanhokadzi vari munhandare inotambirwa mutambo avo varikuratidza kuti vari pakudzidzira kutamba mutambo wawo anoda kutamba ⁇  nechekunze kwenhandare iyi kurokuratidzawo kuti kune juraoro iro rakakomberedza zvevakwa ⁇ 
shangu imwe chete yekurutivi rworudyi ndeyemhando yetenesi ⁇  yakavharika ⁇  ine maburi zvinoratidza kuti ndeye tambo ⁇  ine ruvara rwepingi muiri wese nezvichena uye yava kuratidzawo kuti yava kushakara ⁇ 
panzvimbo yekutengesera pane vanhu vakawanda ⁇  vamwe vari kufamba vachipesana ⁇  nechekumashure uri kuoneka mudhuri wakavakwa zvemudurikidzwa ⁇ 
nzvimbo iri mudhorobhaguru ureharare ⁇  umo mune zvivakwa zvomudurikidzwa panewo vanhu vakawanda vari kupesana nechekumberi kune chivakwa chihombe chejoina siti ⁇ 
mudhuri wakareba kuenda mudenga wakavakwa zvemunhorikidzwa une mafafitera mahombe ⁇  pamberi pane motikari chena ine mafafitera matema ⁇  kumasvure kwemota une vanhu vaviri vari kufamba mumwe akapfeka jazi dzvuku ⁇ 
chivakwa chemudurikidzwa chakavakwa zvakaesvonaka ⁇  chivakwa ichi chizere mafafitera ⁇  pane motikari yakamiswa mujinga mechivakwa ichi ⁇  tinoonawotamba tsvuku dzakasungirrwa pamatanda ⁇ 
vanhu vakagara vakatiedza zvitoro vachitengesa zvinhu zvawo ⁇  pane vakawanda vakapfeka zvimahapuroni zvinoratidza kuti vari kutengesa majhusikadhi ekuisisa mari munharembosh ⁇  uyewo pane mumwe ari kufamba pauriri wakagadzirwa nemataira zvakanaka ⁇ 
bhamberi pechidziro chinoita sejurawo ⁇  pane huswa hwakaoma uyezve mugwagwa une marara ⁇  nechekumashure kwechidziro ichi kune muti murefu uyezve pedyonawo panotambo dzemagedzi ⁇ 
nzvimbo inoratidza kuti inzvimbo inokanyiwa zvidhina nekutengesa zvidhina ⁇  zvidhina izvi zvakasiyanasiyana ndinoona zvihumbenezvidiki uye zvidhina zvathu zvimwe zvichena zvinwewo zvakatsvuka pane masagawo anoratitidza kuti masaga aya anenge ane zvinhu zvinoshandiswa pakukanya zvidhina ⁇ 
iyiimba ichena inoratidza kuti ava nemakore akawanda yavakwa uye ine mataira pamusoro semarata ⁇  madziro mune bhasikoro nemataira nezvinhu zvinoita kunge huni ⁇ 
nharaunda yepa chiteshi chamabhazi ⁇  panoonekwa vanhu vanotengesa zvirimwa nezvinhu zvakasiyanasiyana zvinosanganisira madomasi ⁇  zvinwiwa nezvimwewo zvakadaro ⁇  panoonekwawo matanda anopa chiedza kana kwava nerima uye zvikwangwani nemaamburera anovharidzira zuva ⁇ 
mundiro mapakurwa chikafu chiri kutora moyo ⁇  mune mupunga muchena uye nyama yakangwa zvakasonakisa yakasangana nemadomasi nemakoroti ⁇ 
nzvimbo ine midhuri mitatu imwe emidhuri iyi ine makamuru akaturikidzana achienda mudenga ⁇  mamhiri penzvimbo iyi ⁇  pana kasango kane huswa netuzvikwenzi zvakawanda ⁇  huswa uwo humwe wacho hwakaoma humwe una masvizha aigirini ⁇ 
vakomana vebhora vakachonjomara vakabata mabhorawo maviri mumaovo vakapfeka hanzur dzekutambisa bhora vari kusekerera kuratidza kuti vakagadziira kupinda makwikwi nemufaro ⁇ 
pedyo nemumwe mugwagwa pane rudzitiro rwewaya rwakaiswa ⁇  nechemukati mewaya iyi ⁇  mune motokari yakamira pane mumwe musha ⁇  musha uyu une dzimba dzakavakwa nezvitina dzakapfirirwa nemarata ⁇ 
vanhu vakawanda vakaungana vanosanganisira vanhokadzi navanhurume ⁇  pane vanokadzi vakawanda vakagara pasi poitawo vanhurume vaviri vakamira nechekumberi kwavo ⁇ 
motokari yemhaando yegonyeti inoshandiswa kutakurisa zvinhu zvinorema ⁇  musoro wayo wakandotsvukuruka uye mavhiri matema pamativi pemavhiri pane ruvara rwesirivheri ⁇ 
musika urikutengeswa zvinhu zvakawanda kwazvo ⁇  paune murume akagara pachituro anoratidza kuti ndiye ari kutengesa ⁇  pane zvekare mukadzi arikuzvipfuurira zvake achienda kwari kuenda ⁇  pamusika apa pari kutengesa michero yakasiyana siyana uye zvihwidzi nezvinoozvidyiwa ⁇ 
muruti vime mugwagwa mune miti yakasiyana siyana ⁇  miti i ina mashizhani ruvara rwegirini koita umwe muti una mashizhani ruvara rwakachenerukira ⁇  mumugwagwa mune dzimotokari dziri kufamba pane motokari ine ruvara rutsema ⁇ 
nzvimbo ine zvivakwa zvakawanda zvakavakwa pairi ⁇  zvakasiyana siyana zvimwe hazvina kupendewa zvimwe zvakapendewa ⁇  pane miti yakawanda yakadzvarwa panzvimbo iyi ⁇  imwe yacho miti yemupaumu ⁇  iyo inoreba ichienda mudenga ⁇ 
miti dzakawanda dzakakura dzine mashizha mazhinji uye akasvibira neruvara rwegiriri ⁇  parutivi pane mugwako ⁇ 
musikana ari kuonekwa ari mumufananidzo miviri yakafanana akarukwa musoro wake zvinomwisamvura zvichitevedza musoro wake zvichigadzira madenderedswa zvimwe zvichiuya nechepambere penzeve yake ⁇  ruoko rwake rwakabata chivhudzi chakasarira chisina kurariswa mumusoro make anechipika cherudzi rwegirei ⁇ 
munhokadzi mutsvuku akatsikitsira ⁇  ane musoro une vhudzi njena ⁇  rakagerwa nechekumativi ⁇  pakaiswa mutaro ⁇  pamusoro pane vhudzi rakakuririra rakabvanyangurwa ⁇ 
munhu rome akafuratira anotamba mutambo webhora remakumbu akafeka nhumbi yeruvara rutsvuku ⁇  akagadzira musoro wake ukapendewa zveruvara ruchena ⁇  kumadivi kurikuonekwa vanhu vakamirizika nedzimba ⁇ 
bhaibheri shoko ramwari rakavhurwa ⁇  pamwe chete nechinyoreso chiripo rakavhurwa mubhuku yemapisarema ⁇  yemakumi maviri nenhatu ⁇  pavhesi yekutanga inoti jehovha ndiye mufudzi wangu hapana chaninga shaiwa ⁇ 
pane imwe nzvimbo mudhorobha pedyo nerobhoti ⁇  pane vanhu varipo mumwe vanhu ava akagara pasi kozoita mumwe akamira akapfika hovhorosi nehetichena ⁇ 
mugwagwa une tara une motokari dziri kufamba modzemarudzi akasiyana dziri kuratidza kuti dziri kupesana ⁇ mujinga memugwagwa umu murikuratidza miti mikuru yemijakarandai nemaruva akaita pepo ⁇  pasi pemuti uyu pane bundo rakaoma ndicheparutivi pane ruzhira runoratidza kuti runofamba vanhu vanenge vachifamba zvavonetsoka ⁇ 
mhiti dzakakura dzina mashizha akawanda uye akasvipira ane vuvara rwegirinhi ⁇  pasi pane ivhu rakaunganidzwa rakakomberedzwa nezvitinha zvidiki ⁇ 
ruoko rwakabata chishongo chinogona kuisirwa zvinhu pakadaise maruwa ⁇  chishongo chacho chine ruvara ruchena ⁇  chinewo tumaruwa twegirini twokaiswa kumusoro ⁇ 
motokari dziri kufamba mumugwagwa kumativi kwemugwagwa kune dzimba dzakavakwa dzichienda mudenga ⁇ 
ndiro yakapakurirwa mupunga ⁇  mupunga yu une ruvara ruchena kobva kwaita umwe une ruvara rweyero ⁇  nyama irimo inoratidzat yakabikwa zvakanaka yakana tsutsvukira zvakanaka ⁇ 
nzvimbo inoratidza kuva pakati pesango ⁇  pane muti wemhuwa kusina mashizha ⁇  kumberi une miti ine mashizha akasvibira ⁇ 
cinyama yakabikwa neunyanzvi ikatsvukira ⁇  nyama iyi inoratidza kuti ndeye mombe parutivirwe nyama iyi pane sadza jena rinoratidza kuti rakabikwa nehufu rwemabarwa ⁇ 
shangu imwe chete ine ruvara rwebhuruu ⁇  nemukati mutsruku yakasimudzwa rurimi ⁇  ine tambo pamusoro iri pajira rine tuma bhokisi twegirinhi negirei ⁇  nharoo jira racho riri pamusoro perimwe jira rine ruvara rwepingi neyero ⁇ 
mufananidzo weshangu yemunhu kadzi ⁇  shangu iyi ine ruvara rwakachenerukira ⁇  inosiya makumbo ari panze nechekumashure asi kumberi kwayo inoita sei inombanyidzira makumbo nekuda kwemagadziriro ayo ⁇ 
nzvimbo ine miti yakasiyana siyana inosanganisira mut emango mutoemango una mashizha neruvara rwegirinhi ⁇  koita zvakare maruva aripedyo neruzhowa ⁇  maruvaya ane mashizha neruvara rwegirinhi neruvara rwepingi ⁇ 
imba ine mafasitira akawanda nemarata matsvuku yakakomberedzwa nemudhuri une zvidhinha zvakawanda zvakanaka ⁇ 
nzvimbo yakagadzirwa zvakanaka ikavakirwa pasina mabwe ⁇  kuitira pasachereka uye kuti pavepakashambidzika ⁇  miti yakachekererwa zvakanaka uye maruva ⁇  uye miti yakapfumvutira nemotokari dziri kuvamba dzichipfuura ⁇ 
nakamira pakati pemazi mota makuru maviri ⁇  mamota matsvuko uyewo ane kumberi kurikuoneka mapafitera kunogara munhu anenge achitya inu ⁇  munhu akamira akabata imwe modikari imwe chete uye arikusekerera ⁇ 
shangumbiri dziri pasi dzine ruvara rutema pasi ⁇  potiwo pamusoro sirivha ⁇  dzakavhurika ⁇  ndedzemativi ose nekuruboshwe nekurudyi ndedzemhando yamahwashu ⁇ 
mugwagwa hwemuguta ⁇  kuruboshwe kwemugwagwa uyu kwakapakwa dzemotikaru dzemhando yakasiyanasiyana ⁇  pane mukadzi akapfeka rokwedema nehimbe chena kumusoro ⁇  kuruboshwe kwake kunoonekwa midhuri yemuturukidzaniswa ⁇  kurudyi kwake kwakapakwa dzimwe motikari ⁇ 
ndiro imwe chete yedhaga ichena ine zvokudya zvinoti sadza rechibage chichena ⁇  muriwo uye nyama yehuku yakakangwa yakatsvukira ⁇ 
mukomana akapfeka nhumbi dzakafanana kupira kumusoro dzipira zasi akapfeka nhumbi tsvuku dzine mutsetse mitema uyezve akapenda musoro nebhurauni ⁇  ui akapfeka shangu tema ⁇ 
nzvimbo yegirinhi inoratidza kuti parutirwayo pane musha uyo wakaiswa jurawo rakavakwanezvitina nesimbivo ⁇  kudivi rekuruboshwe kune sango rine miti yakasiyana siyana netunzeratudiki tinofambawo nevanhu vanofamba netsoka ⁇ 
mugwagwa wetara kumhiri kwawo kune zvitoro zvinotengesa zvinhu zvakasiyana ⁇  chitoro hhachirikumhiri chekutanga chitoro chinotengesa mapiritsi ekurapa zvirwere zvakasiyana-siyana chinonzi famasi ⁇  panozoonekwawo chitoro chekutengesa hembe chenjake njake ⁇ 
chitero chinotengeswa midziyo yemutambo yakasiyana-siyana mine mudziyo yekutamba madhatsi midziyo yekutamba hoki ⁇  neyavanechengeta magedhe koitawo mudziyo yekutamba mutambo wetenisi nekiriketi ⁇ 
muti wakakura uri padivi ne ruware midzi dzayo dzikuru dziri pachena ⁇  pasi pane meti dzidoko uye mashizha makaoma ⁇ 
sango rine miti mashizha akatsvukuruka ⁇  mazhinji acho akatowira pasi zvinobva zvatiratidza kuti iyi inguva yechando kana nguva yekupisa sezvo miti iyi chiratidza kuti yava nenguva isina kunaiwa nemvura ⁇  uye pasi pawo pakaranoratidza kuti vhuriripo rakatooma kukare ⁇ 
vanhu vari kufamba mugwako ano wanekwamudhorobha ⁇  panewe munhu rume nemunhukadzi vari kufamba vari vaviri vachiradza kuti vanhu vanozi vana poitawo munhukadzi arikufamba akatakura bheke rake ⁇  nechekurudyi kurukuoneka michero yakarongedzwa nemiriwo zvakaiswa pasi zvakaita matutu kuti vanhu vanodavawevatenge ⁇ 
vanhu varikuitratidza kuti varikuita zvakasiyana vamwe vari kufamba vamwe vakagara pasi vakawadza masaga vakaisa zvinhu pamusoro pemasaga aya zvinoratidza zviikutengeswa zvinotanganisira ⁇  matomatisha akaunganidzwa akaita zvitutu ⁇  vamwe vacho vane vakanyora pamabhepa kuratidza kuti varikutengesa iye ataimbu ⁇ 
baba vakagara pachigaro vakazendamira pachivezwa chevuranga ⁇  vachitengesa ⁇  kumashure kawo kune ngoro izere nezvakasiyana zviri kutengeswa zvakare zvinosanganisira mupunga ⁇  shuga nezvinwiwa zviri pamusoro zvitsvuku nezveorenji ⁇  murume arikurudye akamira pasi pesumburera ine mavara ⁇ 
nhimbo inogara vanhu iri kuwedzerwa kunaka nekuvakiwa ⁇  pane mba yakapera kudhara ine ruvara rwepingi ⁇  koita imwe nemudurukidzwa yakamirawo nechekumber ⁇  asi pane majecha akaunganidwa kuratidza kuti kuvaka kuchiri kuengerera mbere ⁇ 
chimiro chinoratidza kuti chikoro kana kuti midhuri inogona kunge ichishandiswa sechikoro chakapendwa neruvara rweyero nerutsvuku muzasi uye pane mihomba inoratidza kuti ndeinosimwa maruva nemitimikuru uye mavheranda ekuvanda zuva nemvura ⁇ 
uwa waagadzi wanounyanzvi unoratidza kuti wakawaridzwa zvitinha zvakaforomwa nesemendimu mubagwa kume mune vanhu vanosanganira varume nevakadzi varikufamba zvao jinga macho mune vamwe vakatseta zvinhu pamatafura varikuratidza kuti varikutengesa ⁇  vakazvivharira zova nematende makuru akatase maamburera ⁇ 
twanda dzinokwana kuita gumi ⁇  dzakarukwa zvakanakisa dzichisanganiswa mavara ⁇  tswanda idzi dzine mizera yakasiyana ⁇  kana dzimwe dzakati kurei dzimwe dzakakura zvishoma nedzimwe diki ⁇ 
zvimbo irikuratidza kuti ine huswa husi rikukura zvakanaka izvi zvinoratidza kuti panofambirwa navanhu ⁇  panotsekwa nguva dzose ndwokusaka huswa husirikukura ⁇  uye panonge panofambirwawo zvakare nemhuka chero dzemusango chero dzepambo ⁇ 
muresa mutsvuku wenyika yemasadhonia ⁇  uinhedenderedzwa pakati rinoruvara rwegoridhe ⁇  wuita matanda anotenderedza denderedzwa irori aine ruvara zvakare rwegoridhe ⁇