File size: 26,901 Bytes
ab9ac60
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
 
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
51
52
53
54
55
56
57
58
59
60
61
62
63
64
65
66
67
68
69
70
71
72
73
74
75
76
77
78
79
80
81
82
83
84
85
86
87
88
89
90
91
92
93
94
95
96
97
98
99
100
101
102
103
104
105
106
107
108
109
110
111
112
113
114
115
116
117
118
119
120
121
122
123
124
125
126
127
128
musikana arikuita mutambo wejavelini ⁇  arikumhanya akabata museve waarikuda kuposhera ⁇  pane munhuwo arikuwokera uye kumukurudzira ⁇  musikana uyu akapfeka hembe yemanchester united nekabudura tema ⁇ 
ndiro ine madora inoonekwa uyewo kuseri kune midziyo yakati wandei ⁇  inoratidza kuti inzvimbo yekubikira ⁇ 
pakati pemugwagwa pane mtokari dziri kufamba ipapo kusanganisira bhazi rine pendi chena negirinhi ⁇  nechokurutivi kwemugwagwa kune muti murefu uyezve kune vanhu varikufamba ikoko ⁇ 
uyu unoratidza kuti imba yemuturikidzwa yetruworths uye pane vanhu varikupindamo uye pane motokari mbiri dzirikufamba dzichienda ⁇  uyu mugwagwa unemarambi nemuti mumwe chete ⁇ 
majuraworo rimwe riine musuwo werata uye uri mutema ⁇  mukati maro mune imba ine 'matiles' pamusoro uye nemiti ine mashizha egirini ⁇ 
ihuku shanu dzakaiswa muchikafutera dzakaurawa dziri kuda kudyiwa ⁇ 
sango rine huswa hwakaoma ⁇  rine miti ine mashizha akasvibira ⁇  kumberi kwemiti kunoonekwa gomo rine miti yakasvibira zvishomanene ⁇ 
bhutsu imwechete yakagadzikwa pamusoro panzvimbo ineruvara rwebhuruu ⁇  iyo bhotsu ineruvara rutema netambo dzirikubudikira imwe yakarembera ⁇  kumashure yakanyorwa neruvara rweyero kunzi puma ⁇  pasi parikuoneka mumvuri wemba ⁇ 
bhodhi rinoshambadza zvinotengeswa muchitoro ⁇  vanhu varikufamba nevamwe vakagara vari kutengesa maonyenzi nemadhiringi pamusoro petafura
mugwagwa wakagadzirwa netara ⁇  mujinga mawo kuma tivi ose kune miti mizhinji yakakomberedza ⁇  imwe yemiti iyi yakaoma ⁇  asΓ­ imwe ine mashizha ane ruvarara rwe girinhi ⁇  uye ine maruva ane ruvara rwe pepuru ⁇ 
besanwa pakufamba ⁇  vana vechikoro vakapfeka hinifomu uye murume anofamba akatakura mugomo kutaridza kuenda kwaanoenda kundonotengesa kana kundohodha ⁇  makadhibhokisi aripo ane zvimwe zvitengeswa zvakaita sefodya uye pakakomberedzwa nerusvingo rwesimbi ⁇ 
chingoro chiri kusundwa nemunhu ⁇  chine zvinhu zvirimo machiri zvinosangana nechikadhibhokisi chiri kuoneka ⁇  uyewo pamugwagwa wachiri kufambira pane zvimaburi zviripo zvinoratidza kuti mota kana ikafamba ichimhanya inogona kukuvadza mavhiri ayo ⁇ 
shangu dzirimuchitoro pachipuranga chepingi ⁇  pazasi paneshangu nhema dzinetambo pamusoro dzichiteverwa neshangu dzegireyi dzinetambo chena pamusoro netumutsara tuneruvara rwebhuruu ⁇  ruchena nerutsvuku dzichiteverwa nedzimwe dzineruvara rutema dzisina tambo kuchipedzesera dzegireyi dzineruvara rusvuku nechepamhuno netambo dzepingi pamusoro ⁇ 
nzvimbo iyi inzvimbo iripakati peguta reharare ⁇  vanhu vakamira varikuratidza kuti varikurara zvavo nyaya ⁇  varume vaviri nemukadzi mumwe chete ⁇  pane mabhazi uyezve motokari dzakamira mugwagwa umu ⁇ 
vakadzi vatatu umwe akasenga hari inonzi chirongo mumusoro ine ruvara rwebrown neruvara rwegreen kumusoro ⁇  kuseri kwavo kumuti une mashizha ane ruvara rwegreen ⁇  vakadzi ava umwe akarukwa zvirukwa zvekutenga  ⁇  umwe akagidzira bvudzi rake umwe akasunga dhuku  ⁇ 
nzvimbo inowanika muchegutu inodanwa nezita rokuti pazvindege ⁇  pane zvindege zviviri zviripo ⁇  zvindege izvi zvinoratidza kuti zvasakara ⁇  zvine ruvara ruchena neruva rwebhurawuni uye necheparutivi pane bhazi ririkufamba rine ruvara rweyero ⁇ 
sofa reruvara rupfumbu rakasvibira rinoratidza kuti nderechizvinozvino sofa iri ⁇  remumba muneuriri huchena hwakanaka kwazvo ⁇  uye rakareba zvekuti rakabatanidzwa ⁇  rinoita semasofa maviri akabatanidzwa ⁇ 
shiri mbiri dzakamhara padavi remuti ⁇  dzine maditi machena uye miromo mirefu ⁇  imwe yacho yakavatirira zvinoratidza kuti dziri kufara zvadzo ⁇  pamwewo dzingangodaro dziri murudo ⁇ 
computer ine ruvara rutema uye ine mavara akanyorwa neruvara ruchena nerutsvuku ⁇  yakatsvetwa mukadhibhokisi rine ruvara rwekaki uye mune tambo nezvimwe zvinoiswa pacomputer zvine ruvara rutema ⁇ 
mabhara mazhinji akagadzirwa nerata nesimbi ane ruvara rwakasiyana siyana rwunoti bhuruu ⁇  girini uye nebhurauni ⁇  kurutivi kwakamira motokari ⁇ 
pane nzvimbo ine marara achitevedzeka ⁇  marara aya anosanganisira mapepa nezvimwe zvinhu zvakasakara ⁇  pedyo nemapepa aya pane tsanga dziripo kwozoti huswa hunyoro nehumwe hwakaoma ⁇ 
pane mugwagwa unoratidza kuti unofambira motokari ⁇  mugwagwa uyu uri pakati pemiti uyezve padyo nomugwagwa uyu pane zidombo rakazvimiririra ⁇  kwozoitawo marara ari pedyo nomugwagwa uyu ⁇ 
tsangadzi yakakura inoratidza kuti imwe yachona yakuto tumbuka ⁇  ine ruvara rwegirini koita imwe ine ruvara rwakachenerukira ⁇  neche parutivi panooneka ivhu rine ruvara rutema namatombo ⁇ 
mumvuri unoratidza kuti pane munhu akamira uyezve kumativi kune motokari dzakapakwa ⁇ pamberi pane chitoro chiripo kana kuti chivakwa chiripo asi zvimwe zvese zvakavharwa kusara kwezviviri zvakavhurwa mukova ⁇ zviri kuratidza kuti uyezve ipapo ndopanokwirirwa bhazi nevanhu kana vachinge vabva kutenga zvinhu ⁇ nzvimbo iyi inoratidza kuti inobatsira chose vanhu vemunharawunda ⁇ 
shiri mbiri dzirikubhuruka dziri mudenga pane imwe yakazvura mapapiro ayo chaizvo koita imwe yakamadembedza pasi ⁇ dziri mudenga mumakore chaimo nekuti denga ririkuoneka ruvara rwaro rwebhuruu uyewo shiri dzakanaka uyewo dzinovaraidza kuona ⁇ 
maruva akamira akatsinhana zvekutoita sechikapeti ⁇  aneruvara rwegirini rwakanaka zvikuru ⁇  uyewo pamusoro pawo pane rimwe ruva rakadongorera rakatumbuka zvitsvuku ⁇  kunerumwe rutivi kune chinenge sora chakatumbukawo zvakanaka ⁇ 
iyi ishangu ine mavara matatu akasiyana inopfekwa nevarume nevakadzi ⁇  ine ruvara rwebhuruu rwakadzikira neruvara rwakati bhaa rwebhuruu nepasi pachena ⁇ 
bhazi re gold class jena ⁇  rine ruwara ruchena muviri wese nemitaro mitatu mutsvuku we girini nebhuruu ⁇  rikufamba mutara ririkuratidza kuti rakananga ku guta reharare ⁇  mudivi macho munoonekao muine zvidzimba munoonekao muine vanhu ⁇ 
pane matombo akawanda akatsimbirirana ⁇  matombo aya ari pedyo nekamwe kanzira kanoita sekanofamba vanhu ⁇  pedyo nekanzira aka pane tumiti nehuswa ⁇ 
pane mugwagwa unoita seuri kufamba bhazi ⁇  pane marara ari pedyo ⁇  marara aya ari pedyo zvakare nematombo ⁇  nechekure kune vanhu varikubudikira uye kune tangi remvura ririko ⁇ 
vanhu vari kuratidza vari mukati menhandare iyo inoitwawo makwikwi ekumhanya ⁇  izvi zviri kuonekawo nemitaro inofanira kunge iri pane munhu ari kumhanya ⁇  vanhu ava vakapfekawo nhumbi dzinoita kuti vange vachigona kumhanya zvakanaka ⁇ 
imba isati yava nedenga inotaridza kuti ichiri kuvakwa ⁇  jecha richiri rakaunganidzwa rakakomberedzwa nezvitinha kuti risapararire kwose ⁇  pane mutaro wemagetsi unoonekwa unopfuura nepamusoro peimba ⁇ 
zvivakwa zvakasiyana siyana zvakakomberedzwa namajuraho ⁇  pamberi pezvivakwa izvi pano ratidzawo kuti pane mugwagwa unofamba dzimotokari dzichitakura vanhu kuenda kwakasiyana siyana ⁇  zvakare panewo miti uye dzimwe motokari dzakamira nevanhu varikufambawo vachienda kwakasiyana ⁇ 
miti yegirinhi iri parutivi pemvura izvo zvinoita kuti igare ine hunyoro ⁇  mukati munenge mune zvinogara mumvura zvakasiyana zvakaita sehove nyoka ⁇ 
muchini muchena uri pasi wakatsvetwa pane ruvara rutema une tambo chena ⁇  pane pepa riripo rine ruvara ruchena nemavara matema ⁇  pane simbi dzakapfurirwa mapepa repurasitiki ⁇ 
dzimba dzakanaka dzakavakwa nemutoo wakada kufanana nezvidhinha zvakanaka zvisina kupurasitiwa kana kupendwa ⁇  paruvazhe pedzimba idzi pane bundo shanje inoratidza kuti hainyatsodiridzwa sezvo ichiratidza kuti haina utano ⁇ 
midziyo inoshandiswa mumba yekubikira yakarongedzwa kuti itengeswe ⁇ pane chipunu chine ruvara rwesirivha chakamira chirikumberi kuseri kwacho kune mapanga akawanda anezvipakato zvemapuranga  ⁇  uyewo mamwe ane ruvara rutsvuku mamwe ane ruvara rwebhuru mamwewo ane ruvara rwegirini ⁇ 
nzvimbo inogona kuwanikwa muguta ine mugwagwa wakaiswa tara uyewo pane motokari dzakati wandei ⁇  mugwagwa wacho wakaiswa mwenje uye une zvikwangwari zvevanhu vanoshambadza zvinhu ⁇  kumberi kurikuonekwawo dzimba  ⁇  kunewo miti yakareba irikutarisirwa ⁇ 
dendere reshiri rakavakirwa mumuti womugwavha una mashizha mashoma shoma ⁇ 
musango mune muti wemupangara muduku une minzwa dzakapinza uye twumashizha twudiki twegirini ⁇  pasi pane huswa hwakaoma ⁇ 
furasiki yakakura kwazvo ine rudzi rutsvuku nemuvharo mutema iri kutengeswa muchitoro ⁇ 
maruva akaiswa mumagaba aneruvara rwegirinhi nemadodzi-madodzi machena  ⁇  maruva aya akawanda chaizvo uye arimumagaba aneruvara rwutema ⁇  mamwewo arimumagaba aneruvara rwunonjenjemera ⁇ 
zvuma zvemuhuro zvakapfekedzwa pachidhori kuitira kuratidza vatengi ⁇  zveruvara zvesirivha zvinopfekwa nevanhurume kana vanhukadzi kuri kuda kutaridza mucheno wawo ⁇ 
varume nevakomana vanoimba vamwe vanoridza hosho vamwe vanoridza ngoma ⁇  varidzi vengoma vakagara pazvigaro zvitatu vachiridza ngoma vakapfeka hembe dzine ruvara rutsvuku ⁇ 
bhazi riri kufamba mumugwagwa ⁇  bhazi iri rinoratidza kuti nderecity link ⁇  rine ruvara ruchena ⁇  nechekumusoro rine mahwindo ane ruvara rutema ⁇  kumberi kwaro rine ruvara rutema neruvara ruchena ⁇ 
nzvimbo iri kuonekawo iine miti pamwechete nesora ⁇  kozoitawo mapango akachererwa ayo akasungirirwa tambo dzinodarika nemagetsi ⁇  tambo idzi dzinenge dzichienda kudzimba dzevanhu muguta kana kune dzimwewo nzvimbo kunoda magetsi ⁇ 
pombi dzinofambisa mvura ⁇  dhuramhi remvura riripamusoro pezvidhina ⁇  miti inemashizha eruvara rwegirinhi ⁇  fenzi yakakomberedza midhuri ⁇ 
mugwagwa unetara ⁇  mumugwagwa umu mune motokari zhinji dzemhando dzakasiyana dzirikufambamo ⁇  kune rumwe rutivi kune murume arikuratidza kuti arikuita minana sezvo achifamba pamusoro pataira ⁇  nechekumberi kuri kubuda midhuri mikuru yakanaka chose ⁇ 
dzimba zhinji dzimwe dzirikuratidza kuti dziri kuvakwa sezvo pane imwe inoratidza kuti ihuru isati yave nemikova nemafafitera uye haisati yarurwa denga ⁇  dzimwe dzinoratidza kuti zvimukuku zvakavakwa nemapuranga zvakapfirirwa nemazen'e ⁇ 
murume ari kufamba mudhorobha ⁇  paanofamba panoratidza kuti pane madhaka ⁇  ari kufamba achiita zvekudanhuka ⁇  wakabereka bheke kumusana ⁇  mberi kwake kune vakabereka vana vamwe vakabereka mabheke ⁇  vamwe vari kutaridza kuti vari kutengesa zvinwiwa ⁇ 
mudzimai wechidiki ari kuyambuka mugwagwa ⁇ kumusoro wakapfeka hembe chena ⁇ wakapendekera bheki dzvuku ridiki ⁇ kuzasi akapfeka hembe ine mavara machena nematema ⁇ kuma kumbo akapfeka gogo ⁇ 
mota huru irikufamba munzira ⁇  ine ruvara rweyero uye yakakura zvikuru ⁇  ine kumasure kwekuti kunogona kusimudzika kuchirasa zvinhu kodzokera ⁇  zvinoita kuti inzi tipper ⁇  uyezve ine mavhiri akawanda zvikuru anosvika kugumi nemana ⁇  mavhiri aya makuru uye ane pakati pesirivheri ⁇  imota yakanaka inobatsira pakuita mabasa ekututunura zvinhu zvingade kutakurwa zvinorema ⁇ 
nzvimbo ine dzimba dzakanatsovakwa dzakaita mudhandanda ⁇  mudhuri uyu wakavakwa wakareba kubvapaiswa magoni panze akaita mudhandanda ⁇  magoni aya aneruvara rwakachenerukira ⁇ 
ruwoko rwemunhu rwakabata tochi imwechete itema kumusoro kwayo ndekwe bhurawuni uye yakabaka ⁇ 
chibage chinyoro chakatsvetwa pasi ⁇  chinooneka kuti chinyoro nekuda kwemakanda aripasaidhi aneruvara rwegirinhi ⁇  tsanga dzachona dzineruvara rwuchena ⁇  pane tumatambo-tambo tunowanikwa pachibage turipo tuneruvara rwuchena zvakare ⁇ 
michero mizhinji yerudzi rwepashoni  ⁇  ine ruvara runoyevedza rwegoridhe uye mimwe mishoma une ruvara rwakatsvukira ⁇  umwe chete wakagurwa nepakati zvakaisvonaka uchiratidza mhodzi mukati nhema uye munyepfu weruvara rwegoridhe ⁇ 
muchero wemauyu uri mukati mendiro yegirazi ⁇  muchero uyu une ruvara ruchena neshinda shinda dzine ruvara rutsvuku rwakachenerukira uyezve pane mukombe uripo wakazara chimwiwa chemuchero uyu negirazi rimwe chete zvakare ⁇ 
mugwagwa unoratidza kuti une tara uye unofamba motokari zhinji ⁇  parutivi rwemugwagwa uyu pane zvimukuku zvakavakwa ipapo nezvinhu zvakatsvetwa ⁇  panoratidza kuti panogadzirwa mipfuku yemapuranga inotengeswa sezvo imwe yacho isati yatopedza kugadzirwa ⁇ 
musoro mukuru wegonyeti wakamiswa pedyo nemba ⁇  une musoro muchena woitawo mavhiri makuru matema akavharwa nezvinhu pamusoro ⁇  uyewo une pamwe chena parikuoneka ⁇  wakamiswa pedyo nemba yakati kurei uyewo kurutivi kune karuzhowa kariko kapfupi ⁇ 
murume arikufamba ari mujinga memudhuri pakati pedhorobha ⁇  murume uyu akapfeka nhumbi yokumusoro ineruvara rwe bhuruu nechikabudura chineruvara rutema ⁇  akabata zvidhori zvitatu zvihombe zvaari kutengesa ⁇  zvidhori izvi zvine ruvara rwe pingi ⁇  bhuruu uye ruvara rutsvuku ⁇ 
nzvimbo ine zvivakwa zvomudhadha nezvimwe zvomudurikidzwa zvinoratidza kuti pangangova pari pachikoro ⁇  pane mugwagwa uyo une motokari yemhando diki ine ruvara rwesirivha ⁇ 
nzvimbo yedhorobha ine vanhu vakawanda ⁇  kwekutanga kuno kune mukomana akapfeka hembe inemitsetse michena nemitema akabereka bhegi ⁇  mberi kune chitoro chinotengeswa mapiritsi nepamwe motokari ⁇ 
dhorobha rine midhuri yakawanda ine makamuri akavakwa achienda mudenga ⁇  padivi pemidhuri iyi pane migwagwa mikuru iri kufamba motokari dzakawanda dzine ruvara rwakasiyana rwunosanganisira chena ⁇  sirivheri neruvara rutema ⁇ 
nzira inofamba nevanhu vetsoka ⁇  inofamba ichienda panzvimbo panocherwa mvura ⁇  panzvimbo iyi pane vanhu vakawanda vane midziyo yekucheresa mvura ⁇ 
munda wamabhanana unoonekwa uyewo ivhu idema ⁇  kunze kunoratidza kuti kwange kwava kuvira kana kuti mvura yainge yoda kunaya ⁇ 
ichi chinonzi chidhambakura ⁇ chinowanikwa mumatombo kana mumiti ⁇ chinorarama nezvipukanana zvidiki zvinowanikwa muivhu ⁇ chinowanzogara ⁇ chinowanzofanana nenzvimbo yachinenge chiri zvakafanana nedombo kana muti ⁇ 
pane imwe nzvimbo iri pedyo nemugwagwa pane varume vakagara nokumira panotengeswa matayi ⁇  varume ava vanoita sevari kutaura nyaya ⁇  umwe wevarume ava akapfeka hovhorosi kozotiwo umwe akamira akapfeka vhesi ⁇ 
munhandare munoratidza kuti ndeye national sports stadium ⁇  mune vanhu varimo vakamira vakapfeka nguwani ine ruvara ruchena nerwepeporo nechipika chine ruvara ruchena nerweyero ⁇ pane uswa hune ruvara rwegirini uye nhandere ine ruvara rwutsvuku nezvigaro zvekugara kumusoro kwenhandare ⁇ 
panezviringa zuva zvina ⁇  paneva neimwechete ichena  ⁇  nhatu dziridzitema ⁇  mbiri dzakabaka dzinototitaridza chiringazuva ⁇  dzimwe mbiri dzakadzima ⁇ 
imba imwechete yakavakwa nezvidhina ine musuwo wemarata nemasimbi ebhurauni ⁇  chikwangwane chichena ⁇  shedhi iriparutivi ⁇ 
vanhukadzi vari munhandare inotambirwa mutambo avo vari kuratidza kuti vari pakudzidzira kutamba mutambo wavanoda kutamba ⁇  nechekunze kwenhandare iyi kuri kuratidzawo kuti kune jurawori iro rakakomberedza zvivakwa ⁇ 
shangu imwe chete yekurutivi rwerudji ndeyemhando yetenese ⁇  yakavarika inemaburi zvinoratidza kuti ndeye tambo ⁇ ineruvara rwepinki muviri wese nezvichena ⁇ uye yavakuratidza wo kuti yave kushakara ⁇ 
patsvimbo yekutengesera pane vanhu vakawanda ⁇  vamwe vari kufamba vachipesana ⁇  nechekumashure kuri kuoneka mudhuri wakavakwa zvemudurikidzwa ⁇ 
nzvimbo irimudhorobha guru reharare umo munezvivakwa zvomudurikidzwa panewo vanhu vakawanda varikupesana ⁇  nechokumberi kune chivakwa chihombe chejoina siti ⁇ 
mudhuri wakareba kuenda mudenga ⁇  wakavakwa zvemunhurikidzwa ⁇  unemafitera mahombe ⁇  pamberi pane motikari chena ine mafafitera matema ⁇  kumashure kwemota kune vanhu vaviri vari kufamba umwe akapfeka jazi dzvuku ⁇ 
chivakwa chemudurikidzwa chakavakwa zvakayesvonaka ⁇  chivakwa ichi chizere mafafitera ⁇  pane motikari yakamiswa mujinga mechivakwa ichi ⁇  tinoonawo tambo tsvuku dzakasungirwa pamatanda ⁇ 
vanhu vakagara vakateedza zvitoro vachitengesa zvinhu zvavo ⁇  pane vakawanda vakapfeka zvima hapuroni zvinoratidza kuti varikutengesa majusi kadhi ekuisisa mari munhare mbozha ⁇  uyewo pane mumwe arikufamba pauriri hwakagadzirwa namataera zvakanaka ⁇ 
pamberi pechidziro chinoita sejuraho pane huswa hwakaoma uyezve mugwagwa une marara ⁇  nechekumashure kwechidziro ichi kune muti murefu uyezve pedyo nawo pane tambo dzemagetsi
nzvimbo inoratidza kuti inzvimbo inokanyirwa zvidhinha nekutengesa zvidhinha ⁇  zvidhinha izvi zvakasiyana siyana ⁇  tinoona zvihombe nezvidiki uye zvidhina zvacho zvimwewo zvichena zvimwewo zvakatsvuka ⁇  panewo masaga anoratidza kuti masaga aya ane zvinhu zvinoshandiswa pakukanya zvidhinha ⁇ 
iyi imba ichena inoratidza kuti yava nemakore akawanda yavakwa uye ine mataira pamusoro semarata ⁇  madziro mune bhasikoro nemataira nezvinhu zvinoita kunge huni ⁇ 
nharaunda yapachiteshi chamabhazi ⁇  panoonekwa vanhu vanotengesa zvirimwa nezvinhu zvakasiyana siyana ⁇  zvinosanganisira madomasi ⁇  zvinwiwa nezvimwewo zvakadaro  ⁇  panoonekwawo matanda anopa chiyedza kana kwava nerima ⁇  uye zvikwangwani nema amburera anovharidzira zuva ⁇ 
mundiro mapakurwa chikafu chirikutora moyo mune mupunga muchena uye nyama yakangwa zvakaisvonakisa yakasangana nemadomasi nemakoroti ⁇ 
nzvimbo ine midhuri mitatu ⁇  imwe yemudhuri uyu ine makamuri akaturikidzana achienda mudenga ⁇  pamhiri penzvimbo pane kasango kane huswa netuzvikwenzi zvakawanda ⁇  huswa uhu humwe wakaoma humwe hune mashizha egirinhi ⁇ 
vakoma vebhora vakachonjomara vakabata mabhora avo maviri mumaoko ⁇  vakapfeka hanzu dzekutambisa bhora ⁇  varikusekerera kuratidza kuti vakagadzirira kupinda mumakwikwi nemufaro ⁇ 
pedyo nemumwe mugwagwa ⁇  pane rudzitiro rwewaya rwakaiswa ⁇  nechemukati mewaya iyi mune motokari yakamira pane mumwe musha ⁇  musha uyu une dzimba dzakavakwa nezvidhina dzakapfirirwa nemarata ⁇ 
vanhu vakawanda vakaungana ⁇  vanosanganisira vanhukadzi navanhurume ⁇  pane vanhukadzi vakawanda vakagara pasi poitao vanhurume vaviri vakamira nechekumberi kwavo ⁇ 
motikari yemhando yegonyeti ⁇  inoshandiswa kutakurisa zvinhu zvinorema ⁇  musoro wayo wakandotsvukuruka uye mavhiri matema ⁇  pamativi pemavhiri pane ruvara rwesirivheri ⁇ 
musika urikutengeswa zvinhu zvakawanda kwazvo ⁇  pane murume akagara pachituro anoratidza kuti ndiye arikutengesa ⁇  pane zvekare mukadzi arikuzvipfuurira zvake achienda kwaari kuyenda ⁇  pamusika apa parikutengeswa michero yakasiyana -siyana  ⁇  uye zvihwitsi nezvimwewo zvidyiwa ⁇ 
murutivi memugwagwa munemiti yakasiyana siyana ⁇  miti iyi inemashizha aneruva rwegirini koita mumwe muti unemashizha aneruvara rwakacherukira ⁇  mugwagwa munedzimotokari dzirikufamba ⁇  panemotokari ineruvara rutema ⁇ 
nzvimbo inezvivakwa zvakawanda zvakavakwa pairi zvakasiyana siyana ⁇  zvimwe hazvina kupendiwa zvimwe zvakapendiwa ⁇  pane miti yakawanda yakadzwarwa panzvimbo iyi ⁇  imwe yacho miti yemuparumu iyo inoreba ichienda mudenga ⁇ 
miti dzakawanda dzakakura dzine mashizha mazhinji uye akasvibira neruvara rwegirinhi ⁇  parutivi pane mugwagwa ⁇ 
musikana ari kuonekwa ari mumufananidzo miviri yakafanana ⁇  akarukwa musoro wake zvinomwisa mvura zvichitevedza musoro wake zvichigadzira madenderedzwa zvimwe zvichiuya nechepamberi penzeve yake ⁇  ruoko rwake rwakabata chivhudzi chakasarira chisina kurariswa mumusoro make ⁇  ane chipika cherudzi rwegireyi ⁇ 
munhukadzi mutsvuku akatsikitsira ⁇  ane musoro une vhudzi jena rakagerwa nechekumativi pakaiswa mutaro ⁇  pamusoro pane vhudzi rakakuririra rakabvanyangurwa ⁇ 
munhurume akafuratira anotamba mutambo webhora remakumbo ⁇  akapfeka nhumbi yeruvara rutsvuku ⁇  akagadzira musoro wake ukapendiwa zveruvara ruchena ⁇  kumadivi kuri kuoneka vanhu vakamirizika nedzimba ⁇ 
bhaibhere shoko ramwari rakavhurwa pamwe chete nechinyoreso chiripo ⁇  rakavhurwa mubhuku yamapesarema yamakumi maviri nenhatu pavhesi yekutanga inoti  ⁇ jesu ndiye mufudzi wangu hepana chandingashaiwa ⁇ 
pane imwe nzvimbo mudhorobha pedyo neroboti pane vanhu varipo ⁇  mumwe wevanhu ava akagara pasi kwozoita mumwe akamira akapfeka hovhorosi neheti chena ⁇ 
mugwagwa une tara unemotokari dzirikufambamo dzemarudzi akasiyana dzirikuratidza kuti dzirikupesana ⁇  mujinga memugwagwa umu muri kuratidza miti mikuru yemijakaranda ine maruva akaita pepuru ⁇  pasi pemuti uyu pane bundo rakaoma ⁇  necheparutivi pane ruzhira rwunoratidza kuti rwunofamba vanhu vanenge vachifamba zvavo netsoka ⁇ 
miti dzakakura dzina mashizha akawanda uye akasvibira ane ruvara rwegirini ⁇  pasi pane ivhu rakaunganidzwa rakakomberedzwa nezvitinha zvidiki ⁇ 
ruoko rwakabata chishongo chinogona kuisirwa zvinhu zvakadai semaruva ⁇  chishongo chacho chineruvara ruchena ⁇  chinewo tumaruwa twegirini twakaiswa kumusoro ⁇ 
motokari dziri kufamba mumugwagwa ⁇  kumativi kwemugwagwa kune dzimba dzakavakwa dzichienda mudenga ⁇ 
ndiro yakapakurirwa mupunga ⁇  mupunga uyu une ruvara ruchena kwobva kwaita umwe une ruvara rweyero ⁇  nyama irimo inoratidza kuti yakabikwa zvakanaka ⁇  yakanyatsotsvukira zvakanaka ⁇ 
nzvimbo inoratidza kuva pakatii pesango ⁇  pane muti wemhuwa usina mashizha ⁇  kumberi kune miti ine mashizha akasvibira ⁇ 
nyama yakabikwa neunyanzvi yakatsvukira ⁇  nyam iyi inoratidza kuti ndeyemombe ⁇  parutivi rwenyama iyi pane sadza jena rinoratidz kuti rakabikwa nehupfu hwemabarwe ⁇ 
shangu imwe chete ine ruvara rwebhuruu nemukati mutsvuku ⁇ yakasimudzwa rurimi ⁇ ine tambo pamusoro ⁇ iri pajira rine tumabhokisi twegirini negireyi ⁇ narowo jira racho riri pamusoro perimwe jira rine ruvara rwepingi neyero ⁇ 
mufananidzo weshangu yemunhukadzi ⁇  shangu iyi ineruvara rwakachenerukira ⁇  inosiya makumbo aripanze nechekumashure ⁇  asi kumberi kwayo inoita seinombanyidzira makumbo nekuda kwemagadzirirwo ayo ⁇ 
nzvimbo inemiti yakasiyana siyana inosanganisira muti wemumango ⁇  muti wemumango una mashizha aneruvara rwegirinhi ⁇  koita zvakare maruva aripedyo neruzhowa ⁇  maruva aya anamashizha aneruvara rwegirinhi neruvara rwepingi ⁇ 
imba ina mafafitera akawanda nemarata matsvuku yakakomberedzwa nemudhuri une zvidhina zvakawanda zvakanaka ⁇ 
nzvimbo yakagadzirwa zvakanaka ikavakirwa pasi nemabwe kuitira pasachereka uye kuti pave pakashambidzika ⁇  miti yakachekererwa zvakanaka uye maruva uye miti yakapfumvutira nemotokari dziri kufamba dzichipfuura ⁇ 
vakamira pakati pemazimota makuru maviri ⁇  mamota matsvuku uyewo anekumberi kurikuoneka mafafitera kunogara munhu anenge achityaira ⁇  munhu akamira akabata imwe motikari imwechete uye arikusekerera ⁇ 
shangu mbiri dziri pasi dzine ruvara rutema pasi ⁇  potiwo pamusoro sirivha ⁇  dzakavhurika ndedzemativi ose yekuruboshwe nekurudyi ⁇  ndedzemando yamahwashu ⁇ 
mugwagwa wemuguta ⁇  kuruboshwe kwemugwagwa kwakwa pakwa dzimotokari dzemhando dzkakasiyana siyana ⁇  pane mukadzi akapfeka rokwe dema nehembe chena kumusoro ⁇  kuruboshwewo kwakwe kunoonekwa midhuri yemuturikidzaniswa ⁇  kurudyi kwkwe kwakwa pakwa dzimwe motokari
ndiro imwechete yedhaga ichena ⁇  ine zvekudya zvinoti sadza rechibage chichena ⁇  murio uye nyama yehuku yakakangwa yakatsvukira ⁇ 
mukomana akapfeka nhumbi dzakafanana kubvira kumusoro zvichidzira kuzasi ⁇  akapfeka nhumbi tsvuku dzine mitsetse mitema uyezve akapenda musoro nebhurawuni ⁇  akapfeka shangu tema ⁇ 
nzvimbo yegirinhi inoratidza kuti parutivi rwayo pane musha uyo wakaiswa jurawoo rakavakwa nezvitinha nesimbivo ⁇  kudivi rekuruboshwe kune sango rine miti yakasiyana -siyana netwunzira twudiki twunofambawo nevanhu vanofamba netsoka ⁇ 
mugwagwa wetara  ⁇  kumhiri kwawo kune zvitoro zvinotengesa zvinhu zvakasina ⁇  chitoro chiri kumhiri chekutanga chitoro chinotengesa mapiritsi ekrapa zvakasiyana siyana che phamacy ⁇  panozoonekwa chitoro chinotengesa hembe che njake njake ⁇ 
chitoro chinotengeswa midziyo yemitambo yakasiyana siyana ⁇  minemidziyo yekutamba madhatsi ⁇  midziyo yekutamba hoki  ⁇  neyavanochengeta magedhe ⁇  koitawo midziyo yekutamba mutambo wetenisi nekiriketi ⁇ 
muti wakakura uripadivi neruware ⁇  midzi dzayo dzikuru dziripachena ⁇  pasi pane miti dzidoko uye mashizha akaoma ⁇ 
sango rine miti ine mashizha akatsvukuruka mazhinji acho akatowira pasi ⁇  zvinobva zvaitiratidza kuti inguva yechando kana kuti nguva yechirimo sezvo miii iyi ichiratidza kuti yave nenguva isina kunaiwa nemvura uye pasi pawo panoratidza kuti ivhu ririo rakatooma kare ⁇ 
vanhu varikufamba mumugwagwa unowanikwa mudhorobha ⁇  pane munhu rume nemunhu kadzi varikufamba vari vaviri vachiratidza kuti vanhu vanozivana ⁇  poitawo munhu kadzi arikufamba akatakura bheki rake ⁇  nechekurudyi kurikuoneka michero yakarongedzwa nemiriwo zvakaiswa pasi zvakaita matutu kuti vanhu vanoda vauye vatenge ⁇ 
vanhu varikutaridza kuti varikuita zvakasiyana ⁇  vamwe varikufamba ⁇  vamwe vakagara pasi vakwadza masaga vakaisa zvinhu pamusoro pemasaga aya zvinoratidza kuti zvirikutengeswa zvinosanganisira matomatisi akaunganidzwa akaita zvitutu ⁇  vamwe vacho vanema vakanyora pamapepa kuratidza kuti varikutengesa eyataimu ⁇ 
baba vakagara pachigaro vakazendamira pachivezwa chepuranga vachitengesa ⁇  kumashure kwavo kune ngoro izere nezvakasiyana zviri kutengeswa zvakare zvinosanganisira mupunga ⁇  suga nezvinwiwa zviri pamusoro zvitsvuku nezveorenji ⁇  murume ari kurudyi akamira pasi pesumburera ine mavara ⁇ 
nzvimbo inogara vanhu irikuwedzerwa kunaka nekuwakiwa ⁇  pane imba yakapera kudhara ineruvara rwe pingi ⁇  poita imwe inemudurikidzwa yakamirawo nechekumberi ⁇  asi pane majecha akaunganidzwa kuratidza kuti kuvakwa kuri kuenderera mberi ⁇ 
chimiro chinoratidza kuti chikoro ⁇  kana kuti midhuri inogona kunge ichishandiswa sechikoro ⁇  yakapendwa neruvara rweyero nerutsvuku muzasi ⁇  uye pane mihomba inoratidza kuti inosimwa maruva ⁇  nemiti mikuru uye mavheranda ekuvanda zuva nemvura ⁇ 
mugwagwa wakagadzirwa nehunyanzvi unoratidza kuti wakawaridzwa zvidhina zvakaforomwa ne simende  ⁇  mumugwagwa umu mune vanhu vano sanganisira varume nevakadzi varikufamba zvavo ⁇  mujinga macho mune vamwe vakatsveta zvinhu pamatafura varikuratidza kuti varikutengesa ⁇  vakazvivharira zuva nematende makuru akaita sema amburera ⁇ 
tswanda dzinokwana kuita gumi dzakarukwa zvakanakisa dzichisanganiswa mavara ⁇  tswanda idzi dzine mizera yakasiyana ⁇  pane dzimwe dzakati kurei ⁇  dzimwe dzakakura zvishoma nedzimwe diki ⁇ 
nzvimbo iri kuratidza kuti ine huswa husiri kukura zvakanaka ⁇  izvi zvinoratidza kuti panofambirwa nevanhu panotsikwa nguva dzose ndokusaka uswa husiri kukura ⁇  uye panenge panofambirwawo zvakare nemhuka ⁇ chero dzemusango chero dzepamba ⁇ 
mureza mutsvuku wenyika ya macedonia uine denderedzwa pakati rino ruvara rwegoridhe woita matanda anotenderedza denderedzwa irori aine ruvara zvakare rwegoridhe ⁇